ItsPrisca Zw

ItsPrisca Zw Content creator
Manchester United fan
(17)

Ini handichina content chingoonai mapopukoni iwaya👌😂
11/05/2026

Ini handichina content chingoonai mapopukoni iwaya👌😂

Vapedza challenge huyai pano mutiudzewo kt muri kuzvigona sei🤭
10/05/2026

Vapedza challenge huyai pano mutiudzewo kt muri kuzvigona sei🤭

10/05/2026

Good afternoon

Breakfast is served Sweet potatoes with Avocado and tea☕️ ゚viralシ
09/05/2026

Breakfast is served
Sweet potatoes with Avocado and tea☕️
゚viralシ

08/05/2026

Nhai kana dashboard rakatsvuka mari inoramba ichipinda here?

08/05/2026

Good morning everyone

Kuno kumusha tinongoti chamuka inyamaSadza nemazai ane veg😋 ゚viralシ
07/05/2026

Kuno kumusha tinongoti chamuka inyama
Sadza nemazai ane veg😋
゚viralシ

07/05/2026

Hanzi kudada nekushata here.Nhai ndakazvisika here ini👐
06/05/2026

Hanzi kudada nekushata here.Nhai ndakazvisika here ini👐

Kutoshaya nguva yekuposta kubva kuseni zvinhu zvacho zvine nharo
06/05/2026

Kutoshaya nguva yekuposta kubva kuseni zvinhu zvacho zvine nharo

05/05/2026

Nhasi ndaswera ndichiona mapost enyu kuti pane wandisina kufambira here🙏

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when ItsPrisca Zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share