Mike and Magg Zw

Mike and Magg Zw Digital creator/Full time parents.
(8)

12/07/2025

Kudzima kenduru rangu hazvimbowedzeri rako kupfuta...do good to others.

12/07/2025

Good evening meta family

10/07/2025

Saka paya painzi chisingaperi chinoshura vairevera kuti chero nerudo rune nguva yekuzoperawo here🤔

10/07/2025

Mwana washe muranda kumwe, tsumo iyi ndazoinzwisisa nhasi kuno kwandiri.

09/07/2025

Nhaimi ko Mhofu naChihera vakambotadzeiko🤔

09/07/2025

Kumuka inyasha vamwe varara zvamlii🙏good morning, have a blessed day.

08/07/2025

Good evening family ❤

06/07/2025

Vangani vakadzi vanoti vakavhunza murume wavo kuti, "ko murikuendepi"?konzi-"ndirikudzoka manje manje".

05/07/2025

Kana usisadiwe mhosva hayishaikwe chete, shuwa oh 🤞🤞kross bhaibheri.

03/07/2025

Pandinopinda ne girlfriend pamba ma neighbour ese anozviona asi panopinda mbavha pamba pangu hapana kana 1 anozviona🤔

02/07/2025

The truth will set you free

02/07/2025

Pakataurwa manyepo pamusoro pako zvinopararira kwese uye zvinoenda kure, asi pakataurwa zvakanaka hapana anombozvinzwa... HACHISVIKE KWAKASVIKA NHEMA.

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mike and Magg Zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share