Zim Star Zone

Zim Star Zone Zim Trending Stories

Zvinorwadza veduwe πŸ˜“πŸ˜“ Derek jamongo uyo Akarova Mai vake vakafa mushure mekunge aenda kumbonobatsirwa namadzibaba akaudz...
31/08/2026

Zvinorwadza veduwe πŸ˜“πŸ˜“

Derek jamongo uyo Akarova Mai vake vakafa mushure mekunge aenda kumbonobatsirwa namadzibaba akaudzwa kuti kusaroora nekusagara pabasa ndimai vako vakagadzira kuti ahuroore ukashanda mari todya tese kusvika ndafa akaudzwa kunzi iwe chienda unovanyengerere uuye navo ndibvise zvese zvavakaita pauri iye akatsamwa ndokutyora shamhu kwakusvika achirova kusvika vafa akasungwa. video racho ndirikuisa mucomment section achitsanangura maitiro akaita.

asi chero zvichinzi Mai varikukushandisa unovarova hereπŸ˜“πŸ˜“

follow Zim Star Zone mugare muchiwana zvinonakidza zvirikupisa uye nyaya dziri kutrenda muzimbabwe

Winky D DiBigman chakangwara ichi chakangogadzira zvekuti muwane zvekutaura chete ende smart iri rakatogadzirirwa imi ku...
31/08/2026

Winky D DiBigman chakangwara ichi chakangogadzira zvekuti muwane zvekutaura chete ende smart iri rakatogadzirirwa imi kuti muwane zvekutaura mumuti illuminati but apana zviripo ndibaba ava varikuto trender.

Blessed Magaffa

Follow Zim Star Zone mugare muchiwana zvinonakidza zvirikupisa uye nyaya dziri kutrenda muzimbabwe

Zvinorwadza veduwe murume uyu akadirwa mafuta akabhoiliswa akarara nemkadzi wake mushure mekunge abata mamessages mufoni...
30/08/2026

Zvinorwadza veduwe murume uyu akadirwa mafuta akabhoiliswa akarara nemkadzi wake mushure mekunge abata mamessages mufoni ekuti akamitisa mainini munin'ina wemukadzi wake ndokumudira mafuta πŸ˜“πŸ˜“πŸ˜“

Asi nhy Vakadzi chii chaizvo πŸ˜“

Follow Zim Star Zone mugare muchiwana zvinonakidza zvirikupisa uye nyaya dziri kutrenda muzimbabwe

Zvinorwadza mufunge πŸ˜“ Mary Dube uyo akarohwa zvakaipisisa nemurume wake mushure mekunge amuwana ane chikomba mumba mushu...
30/08/2026

Zvinorwadza mufunge πŸ˜“

Mary Dube uyo akarohwa zvakaipisisa nemurume wake mushure mekunge amuwana ane chikomba mumba mushure mekunge aita week rese Ari out nebasa ndokusvika pakati pehusiku akusvikowana chikomba chirimo.

Video ndirikuisa mucomment section achichema

Follow Zim Star Zone mugare muchiwana zvinonakidza zvirikupisa uye nyaya dziri kutrenda muzimbabwe

Address

1172
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zim Star Zone posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share