03/05/2026
Allegedly Correctional officer (Guard jeri) from Kadoma ingezi mu victory park vauraya mukadzi wavo (picture atina)neuyo akapfeka zveRed mwanasikana wake ane nhumbu,mushure mekunge anzwa makuhwa about infidelity yemkadzi ,mkadzi ndokutizira kumba kwemwanasikana iye kwakutevera kunobaya ikoko
auraya mai nemwana anenhumbu ndobva ayenda kunozviReportera manheru ano.
TRENDIMG ZW
Mapisarema MP