21/05/2026
*Zvakanakira Green World Deep Sea Fish Oil Capsules -;*
π Inobatsira kusimbisa moyo nekuvandudza kufamba kweropa
πInobatsira kuderedza cholesterol yakaipa (LDL) nemafuta akawandisa muropa
π Inosimudzira kushanda kwehuropi, kurangarira nekufunga zvakanaka
π Inobatsira majoini nemapfupa uye inogona kubatsira vanorwadziwa nearthritis
π Inosimbisa kuona kwemaziso uye hutano hwetsinga
π Inobatsira kuchengetedza BP (blood pressure) pamwe neshuga yeropa zviri pamwero wakanaka
π Inosimudzira immune system kuti muviri uzvidzivirire kuzvirwere
π Inobatsira kuderedza kuzvimba mumuviri
π Inobatsira vanhu vasingadyi hove kazhinji kuti vawane Omega-3 inodiwa nemuviri
π Inogona kubatsira kuti ganda nebvudzi zvive zvine hutano