25/11/2024
https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1
Sununguka kubata Mazvikokota Sekuru Gono Musharukwa weChipinge Mutape upenyu mwene wabwo kwete kumirira kufungirwa
*+27 74 030 6588 App or cal*
Hakuna munhu anonyangadza kunge murombo pasi pano pezuva, every day unoita upenyu hwekungouchira vana vevamwe, iwe wega hautonyarivo hre uchingouchira, zvino uchasvika rini uchingova wekuuchira?
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*
Muupenyu usave chiseko nekuda kwenhamo, wese anoda kutaura pamusoro peurombo anopa mufananidzo wako, kwete ramba nhamo muzukuru
Ko iyo nhamo yako yamboitaseiko inova chiseko mumhuri asi vamwe vakapfuma iwe ndiwe wakaita sei usingachinjewo upenyu hwako muzukuru.
Chinzwa muzukuru kufoira chikoro handiko kufoira upenyu kwete mwachewe nekuti upenyu ndiwe mwene wabwo kwete kumirira kufungirwa nemumwe kunzi chiuya uwane pfuma kuna Sekuru Gono
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*
Tora mukana uno kushandisa pfungwa dzawakapiwa namusiki kuti ufunge kuti Sekuru Mhofu WeChipinge variko ubatsirike kubva muurombo kwete kuita nhamo inonyadzisa kwete muzukuru, so wese anoda kubatsirwa dambudziko raanaro ngaataure nasekuru ubatsirike app or call me on
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*
Chinondinetsa vazukuru vamwe venyu munotya kuromba asi every day unochiva chakanaka cheumwe, unoshuvira zvakanaka, nhamo inoita kukutamba senge bhora, wapedza woenda kuchurch wondonamata mwari apa iwe Moyo wako urikutochiva upenyu hwakanaka we vamwe vakatoromba futi. Ipapo mwari anotokuseka kuti unoda ndikupe mari ini ndakakupa njere futi kuti ushandise kana wawana mukana then ini ndouya ndoti houno mukana wacho woti kuromba chivi so mubvunzo woti saka kuchiva hachisi chivi hr vazukuru.
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*
Mwachewe tora mukana uno kutaura nasekuru Gono weChipinge ubatsirike Mutape weee. Ndinoti kana wakamboshanda nedzimwe n'anga kana maporofita zvikakona kwandiri hakuna chinokona Mwachewe. Hongu wakaberekerwa mumhuri inotamburwa saka wotofarira nhamo iyoyo yauri kuona hr ? Mwari akakupa njere kuti ufunge kwete kuti achauya okupa mari kwete chero kukanamata kubva richibuda kusvika rinyure haambokupi kwete muzukuru saka shandisa mweya yevadzimu vako vakutendere kubata pfuma mumazuva matatu zvikomana zvangu zvitoko zvinouyisa mumba mako mubag mushure mekunge waita zvandinenge ndichikuudza Mutape weee. Saka wese anoda
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*
Mari isina ropa
Kudzosa mudiwa wako
Kutamba lotto
Kukwiridzirwa pabasa
Kubviswa jambwa
Uye nezvimwe zvakawanda taurai naSekuru Gono WeChipinge Contact me *+27 74 030 6588*
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*
*+27 74 030 6588*
Vazukuru upenyu mwene wabwo terera ndikuudze mwachewe,
Vamwe venyu munoshanda daily muchitoshaya nguva yekuzorora ,wozoona kuti mari yacho yaunoshandira hapana chaurikuita nayo chinooneka kana kuti chinobatika ,muzukuru regedza ndikutaurire usangopa mari munhu muruoko nekuti unomushandira iye upenyu wese iwe usina chaunobudisa nekuti mari yako nezita ,mutupo wako zvirimugate kusunga mhiko yako paupenyu hwako. Mari yako ikatorwa ikaiswa mugate otora bute,pic rako cand ,tsono,huku tema or mbudzi tema yekuti inorashirwa kudondo kuti iwe upenge or kusungwa upenyu hwese kuti mari yako isashanda zvachose, mari ine chitema vazukuru uye inoshandiswa nzira dzakasiyana so ndirikuti ziva wekupa mari yako . Munhu wega anogona kukugadzira pamari yako ihama yako kwete mutorwa bodo asi kana arichitopota hongu . So ndinoti sunungukai kutaura nasekuru Gono Musharukwa weChipinge Mutape weee mubatsirike kubva mumatambudziko ezvingakuteverera .
Mweya wespritual husband or wife iwoyu wadai kunetsa , rega ndikutaurire muzukuru ukaona uchirota murume kana mukadzi uchiita bonde naye kuhope womuka wakaita urume ziva kuti uri mukadzi or murume wechikwambo muzukuru, nekuti kune chikwambo chemhuri chinenge chakapiwa iwe kuti uve mukadzi wacho or murume so kuti zvipere wotogadzirwa nemishonga kuti zvipere ,so ndinoti zvakawanda taurai kwandiri ndikubatsirei nechivanhu chedu vazukuru vangu
*https://wa.me/message/U5F7GMRJZEX4P1*