05/10/2025
Mukoma Blessing Chihwayi ve CHIHWAYI GOSPEL MUSIC Vatumira mashoko ekunyaradza ku hama dzakafirwa ne vana vatatu kukuwadzana uye vakurudzira kuti vana mai vachengetedze vana nguva dzese vataura izve varikwamutare uyee vayambira nyika yose kuti vanhu vachengetedze vane vati ivo tavemumazuva akaipa uye rudo rwavazhinji rwakatonhora vanhu havachatye kutadzira Mwari mashoko avo ekupedzisira vati vanamai chengetai vana uya musayiya vana nevanhu vamusingazive