Sashababe

Sashababe everything you had about me please believe it ,if it will make you live a better life
(10)

Kuita murombo kwakashata imi unongopomerwa zvinhu zvausina kuita mufunge,chero vana vadiki vanotokujairira
14/08/2026

Kuita murombo kwakashata imi unongopomerwa zvinhu zvausina kuita mufunge,chero vana vadiki vanotokujairira

Pane vanhu vaindibvunza kuti Sasha uri murudzii,Lol ini ndiri mukaranga wekuMasvingo kuZaka Jerera ,ndinobva KwaRudhanda...
14/08/2026

Pane vanhu vaindibvunza kuti Sasha uri murudzii,Lol ini ndiri mukaranga wekuMasvingo kuZaka Jerera ,ndinobva KwaRudhanda chaiko ipo paye,asi wakandinzwa ndichitaura haufunge ndiri Mukaranga nekuti hachichabude

Varume vari kuroora masingle parent ,hamusi kumuitiira mukadzi wamaroora favor like some of you say,ndiwe wamunyenga ,wa...
14/08/2026

Varume vari kuroora masingle parent ,hamusi kumuitiira mukadzi wamaroora favor like some of you say,ndiwe wamunyenga ,wamuudza kuti wamuda sezvaari ,jiki jiki ndakakuitira favor kukuroora dai uri mvana isina murume ,yeah some Language inotaurwa nevamwe varume venyu so ka maone

Kungoita page munhu akutanga kupema ,saka tiri kuvhura mapage kuti tipemhe  here ,find a business that you can advertise...
13/08/2026

Kungoita page munhu akutanga kupema ,saka tiri kuvhura mapage kuti tipemhe here ,find a business that you can advertise papage pako,soon in ndinenge ndakutoadvertise rangu business

Ipapa ndaive kumba kwavamwene tezvara vaive mukitchen vachindibikira havo tea ,amwene vaichekera muroora cake ,vanhu vac...
13/08/2026

Ipapa ndaive kumba kwavamwene tezvara vaive mukitchen vachindibikira havo tea ,amwene vaichekera muroora cake ,vanhu vacho iteam,same vakauya kumba we do the same to the, musi wacho tange taenda kunovaudza good news but vamwene vangu manje thought kuti muroora ane nhumbu lol

🎉 I've earned the fan favourite badge this week, recognising me for consistently having meaningful conversations with my...
12/08/2026

🎉 I've earned the fan favourite badge this week, recognising me for consistently having meaningful conversations with my fans while sharing unique, relatable content.

Feeling  yekunzi packer hembe dzevhiki ndiri kukuendesa away hamusi kuiziva imi ,Zvese zvabhadharwa chako kuve present c...
12/08/2026

Feeling yekunzi packer hembe dzevhiki ndiri kukuendesa away hamusi kuiziva imi ,Zvese zvabhadharwa chako kuve present chete ,Mwari ngaakupeiwo vanhu vakadaro ゚viralシ

Chete munhu uyu chamunyudza inyaya yekuti wange akuitisa vana vemukuru weNyika mazombie nawo madrugs ,but dai ange asina...
11/08/2026

Chete munhu uyu chamunyudza inyaya yekuti wange akuitisa vana vemukuru weNyika mazombie nawo madrugs ,but dai ange asina here pasina kana nyaya apa,vedu vana ndivo vaiurawa nayo apa everyone who is close to these people has a diplomat passport,chero ana bhoki zvavo apa vouya pano pafacebook kuzohukura kunge isu tisingande ivo vachiba zvavo ゚viralシ

Kutengesa kunoda patient guys ,mfana wangu akatotenga maspice akapera now ave neimwe order,kutengesa kune mari hakude mu...
11/08/2026

Kutengesa kunoda patient guys ,mfana wangu akatotenga maspice akapera now ave neimwe order,kutengesa kune mari hakude munhu anonyara ,nhasi vaisa MaInuka perfumes guys vari Harare Kunewlands please support her number idzo Mrs Bhunhu 0776 984439

Vanoziva Sashababe zvekudaro vanotokuudzai kuti she is not single,ndokufunga vazhinji nenyaya yekuti I post myself too m...
10/08/2026

Vanoziva Sashababe zvekudaro vanotokuudzai kuti she is not single,ndokufunga vazhinji nenyaya yekuti I post myself too much makundiona sekuti sure hakuna munhu,munhu ariko ari kuGallery ndokwaanogara chete

Address

Masvingo

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sashababe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share