28/08/2025
🔥👩🦱 MADZIMAI MUNOGONA ZVIMWE — ASI CHERECHEDZAI!
Madzimai munogona zvinhu zvizhinji, asi variko vanoshusha varume vatatambura navo. 👉 Musadaro! Zvizivei kuti varume vamunoshusha vazhinji vanogona kutsvaga wepiri.
📖 Murairo wakapihwa isu seKereke kuti: CHIREGAI BARIKA.
Asi chokwadi ndechekuti chakanga chisiri chivi kuita barika — asi mutual understanding yedu yakatipa murairo uyu.
⚠️ Kana mukashusha murume, akangoti "ndinozvitsvaga kumwe" — zvino kana tikaregedza tambo, modini?
⚡🙌 ALWAYS REMEMBER:
1. Murume anokudzwa kana achikosheswa.
2. Rudo rwakavakirwa pa mutual respect rwakavimbika.
3. Kereke yakaisa miganhu, asi Mwari anoda kuchengetedzana.
4. Usashusha, asi uvake musha nerudo.
5. Murume nemukadzi ndomuviri mumwe chete.
https://whatsapp.com/channel/0029VbBS5L1JuyAHvHcWKZ2o
𝗭𝗖𝗖 𝗝𝗼𝗿𝗼𝗱𝗵𝗮𝗻𝗶 & 𝗦𝗼𝗻𝗴 𝗥𝗲𝗾𝘂𝗲𝘀𝘁𝘀
📱𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📟
➣𝙵𝚘𝚕𝚘𝚠 & 𝚂𝚑𝚊𝚛𝚎 & 𝚁𝚎𝚊𝚌𝚝 ❤️🙏👏👍
𝙵𝚘𝚛 𝚖𝚘𝚛𝚎 𝚒𝚗𝚝𝚎𝚛𝚎𝚜𝚝𝚒𝚗𝚐 𝚙𝚘𝚜𝚝𝚜✰