Mwana Mberengwa

Mwana Mberengwa Just For Fun�

26/12/2024

Kana dziri idzo nhumbi dzamaiti dzechristmas kaaa haaa mukwane imi kkkkk

25/12/2024

chikafu ngachiende mudumbu kwete pamaStatus.
Tinotenda nekunzwisisa🙏🏽

Proudly 03
20/12/2024

Proudly 03

16/12/2024

Kana relationship ichiri new one unogona kufonerwa kuma 12 kuti bhebhi muka uchinje side unozotemwa nemusoro 😂😂😂

15/12/2024
Zvekuti atirwire varume tinongozvitaura tiri pano kana ndava ndega ndinenge ndichitogaya kutenga iripfuti ndokuurayira p...
15/12/2024

Zvekuti atirwire varume tinongozvitaura tiri pano kana ndava ndega ndinenge ndichitogaya kutenga iripfuti ndokuurayira paspot😂😂

Akuna murume asina mari but anopa waanoda chete
02/12/2024

Akuna murume asina mari but anopa waanoda chete

Kune vachiri kuwetera magumbezi here to tibatsirane🤣🤣
19/11/2024

Kune vachiri kuwetera magumbezi here to tibatsirane🤣🤣

With Wechijandukwa TV Channel – I just made it onto their weekly engagement list by being one of their top engagers! 🎉
19/11/2024

With Wechijandukwa TV Channel – I just made it onto their weekly engagement list by being one of their top engagers! 🎉

Anyone anoshanda kuchipatara andinyorerewo tsamba yekuti ndinorwara pfungwa veduweee vanhu vakandibatisa mari yeround zv...
18/11/2024

Anyone anoshanda kuchipatara andinyorerewo tsamba yekuti ndinorwara pfungwa veduweee vanhu vakandibatisa mari yeround zvino vaakundinetsa kuno 😭😭

Huyai mutengo wakaderera 🤣🤣🤣
16/11/2024

Huyai mutengo wakaderera 🤣🤣🤣

Address

Mberengwa

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mwana Mberengwa posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share