Upenyu inhawa yebenzi unosangana nezvakawanda uyai tikurukure

Upenyu inhawa yebenzi unosangana nezvakawanda uyai tikurukure Good behavior no shutting no animals but good people with good advise

12/02/2024
10/02/2024

You're well come

08/02/2024

Zuva rekisimusi angaari mafaro chokwadi jany na Tina kuti vangavadyei kana kumwei amheno and amazing were kana wongo tamba mimhanzi izvovakange vachifara ndioo

07/02/2024

Rakanga roorereka zuva apo tiri mugomo kutsvaga mombe kumafuro sezvineiwo mvura yakatanga zvayo kunaya zvanga zvisina netarisiro yakaita Barara wamhanya takananga kumba tiri munzira kudaro takaona hwakawanda howa takanzwa mabera emombe takamhanyira ikoko chemusi uyu wanikei hadzipo dzese izvo charubeki nabhusumai dzakange dzatosimudza muswe dzakananga muminda yawaridzi kudakudzi tsvaga ndokudzishaiwa rakanga rachizonyura ratikweda muna amai waro

07/02/2024

Tinokugamuchirai mose nemufaro wakawedzerwa

Mazogara indai mega musaende nevana haisi sarudzo yake uuuuum anokura akanyanya
04/02/2024

Mazogara indai mega musaende nevana haisi sarudzo yake uuuuum anokura akanyanya

30/01/2024

GOOD EVENING. Mawserasi . boatrde.

Address

Mutare

Telephone

+258871210538

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Upenyu inhawa yebenzi unosangana nezvakawanda uyai tikurukure posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share