Neshuro Online

Neshuro Online Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Neshuro Online, News & Media Website, Neshuro, Masvingo, Mwenezi.

Neshuro Online is a community media and advertising platform dedicated to sharing local news, business promotions, job opportunities, events, public notices, and community updates from Neshuro, Mwenezi, and surrounding areas.Our mission is to connect pple

Let's Celebrate πŸ₯³πŸŽ‰ Neshuro Online
08/09/2026

Let's Celebrate πŸ₯³πŸŽ‰
Neshuro Online

BUSINESS OWNERS LET'S GATHER HERE πŸ’± RAND YASIMBA HERE KANA KUTI DHORA RADERERA?Mangwanani ano, US$1 iri kutengwa nemari ...
08/09/2026

BUSINESS OWNERS LET'S GATHER HERE
πŸ’± RAND YASIMBA HERE KANA KUTI DHORA RADERERA?

Mangwanani ano, US$1 iri kutengwa nemari inosvika R16.00 pamusika wepasi rose. Izvi zvinoreva kuti:

πŸ”Ή US$5 β‰ˆ R80
πŸ”Ή US$10 β‰ˆ R160
πŸ”Ή US$20 β‰ˆ R320
πŸ”Ή US$50 β‰ˆ R800
πŸ”Ή US$100 β‰ˆ R1,600

Kune vagari vemuNeshuro neMwenezi vanotenga zvinhu kuSouth Africa, kuchinja uku kunogona kukanganisa mitengo yezvekudya, zvipfeko, mafoni, maaccessories nezvimwe zvinotengeswa munharaunda.

⚠️ Zivai: Mari yamunopiwa nemaagents, mabhanga kana money changers inogona kusiyana nemutengo wepasi rose.

Ko kwamuri nhasi US$1 vari kuitengesa neR marii? Tiudzei mumacomments tibatsirane kuziva exchange rate iri kushandiswa munharaunda yedu.

πŸ“ Neshuro Online β€” Nhau Dzedu, Nharaunda Yedu.
Mwenezi Information Desk
Neshuro Online
Chana CheMasvingo the Wordsmith
Johannes Mike Mupisa


🍦 TODYE MUDODODO!Pasina vakomana ava, tingadai tichikwira mota kuenda Masvingo tichifambira ice cream! πŸ˜‚ Asi vakatiunzir...
30/08/2026

🍦 TODYE MUDODODO!

Pasina vakomana ava, tingadai tichikwira mota kuenda Masvingo tichifambira ice cream! πŸ˜‚ Asi vakatiunzira zvinotonhorera pedyo nesu muno maNeshuro.

Havasi kungotengesa ice cream cheteβ€”vari kushanda nesimba kuti vawane raramo. Ngativatsigirei, support local hustle! πŸ’ͺ🏾

Ko iwe, wakapedzisira kutenga ice cream kwavari riini? Siya mhinduro yako mucomments. πŸ‘‡πŸΎ

Keep doing what you're doing...
Keep pushing what you're pushing....
Isa advert rebasa rako mucomment section.....

Follow Neshuro Onlineβ€”vanhu vedu, nyaya dzedu, Neshuro yedu.
Neshuro Online
Mwenezi Information Desk

26/08/2026

Crirona SJ Chauke

26/08/2026

πŸ—οΈ Neshuro Continues to Grow!

Construction of a new filling station is currently underway in Neshuro. This development is expected to improve access to fuel, create employment opportunities and contribute to the growth of our community.

A brighter future is taking shape in Neshuro! β›½πŸ‘

With Trevor LC Chagura – I just got recognised as one of their top fans! πŸŽ‰ Trevor Mhani
29/06/2026

With Trevor LC Chagura – I just got recognised as one of their top fans! πŸŽ‰ Trevor Mhani

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Munashe Vela, Malvern Chitare, Stanley Chauke, Chitovacla...
27/06/2026

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Munashe Vela, Malvern Chitare, Stanley Chauke, Chitovaclayton Chitova, Witness Mazivofa, Munogwei Gumbo, Melusy Chikasha, Mohammed Salah, Loveness Mubaiwa, Mcmimie Makuleke, Bernard Hlungwane, Zivanai Matutu Matutu

With Mwenezi Development Training Centre – I just got recognised as one of their top fans! πŸŽ‰
27/06/2026

With Mwenezi Development Training Centre – I just got recognised as one of their top fans! πŸŽ‰

25/06/2026

Enjoy these two πŸ•

Address

Neshuro, Masvingo
Mwenezi

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Neshuro Online posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share