
17/07/2025
Mhofu🧔🏾: _*Mkanya mari yangu iripi ?*_
Mkanya👴🏽: _*ndakutozviuraya kuti usambofa waiwana mari iyoyo😔 (akabuditsa pfuti akazviuraya)*_
Mhofu🧔🏾: *_hausi kuzotiza just like that ndokutevera ende yangu uchatoibhadhara usingadi uchida (akatora pfuti ndokuzviuraya)_*
_Msaigwa vakabva vafa nekuseka vachiona mashura akadai🤣🤣_
Msaigwa👴🏿: *_vanhu ava zvituta chaizvo🤣ndoda kuona kuti inopera sei nyaya iyi nekuti kunenge kuchazonakidza kwaendwa uku rega nditevere (akatorawo pfuti ndokuzviuraya)🥴_*
*NDECHIPI CHITUTA CHIKURU PANE IZVI😂😂?*
_MKANYA_ 😢
_MHOFU_ ❤️
_MUSAIGWA_ 😂