Muridzi

Muridzi Funny, Dancing and cooking
(5)

Vatsamwa sekuru pashata
08/08/2025

Vatsamwa sekuru pashata

02/08/2025

Cup crush is around the corner be ready

31/07/2025

Celebrating my 1st year on Facebook. Thank you for your continuing support. I could never have made it without you. 🙏🤗🎉

30/07/2025

Maizviziva hre kuti uka typer kuti x200 # mucomment section uno recover ma pictures ako ese avakarasa Kure muphone❤️❤️

26/07/2025

Koo nhai dish rinogezera mwana ndiro rinonzi childish kana kuti🚴🚴🤣🤣

22/07/2025

Makambozviona here kuti murume asina Mari anonzi anoshusha asi anemari anonzi daddy vari strict 🤣🤣🤣zvinhu zvacho yere

19/07/2025

Murume anonyatsogona bonde anotanga ne first born ye mukomana zvimwe zvese i sign yekukundikana 🏃‍♂️🏃‍♂️

Panovaka vamwe nevewo itawo shungu
17/07/2025

Panovaka vamwe nevewo itawo shungu

16/07/2025

Nhai guys 🐛madora anonzi chii nechirungu? Ndiri kubatsira mukadzi vepa next door kunyora ma divorce papers eku court 😂😂

14/07/2025

Ngatitanganei nayo ma challenge edu nguva ichipo vanoda huyai timboteverana tibatsirane kupedza💪💪

Address

Dubai

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Muridzi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share