Skido

Skido Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Skido, Film/Television studio, Box1962, Maun.

Ingava nyama yechii yakabikwa mubhodho umo.Musoro wembudzi here kana weguruve .munoti ndewei sekuona kwenyu
04/08/2026

Ingava nyama yechii yakabikwa mubhodho umo.Musoro wembudzi here kana weguruve .munoti ndewei sekuona kwenyu

04/08/2026

Pano hatibvi pano panotinakidza chaizvo ndadzokazve

Ndiri kutanga kuchengeta mombe saka ndokumbiravo kuziva kuti bhiridhi iro randa tanga naro rakanaka here?Huyai tidzidzis...
24/07/2026

Ndiri kutanga kuchengeta mombe saka ndokumbiravo kuziva kuti bhiridhi iro randa tanga naro rakanaka here?Huyai tidzidzisane kuchengeta zvipfuyo.Tinobatsirikana tose tikaisa ruzivo rwedu pamwe chete

Good morning muchikura maiendavo kumba sesu here ?kana kuti maingofadaya zvenyu
24/07/2026

Good morning muchikura maiendavo kumba sesu here ?kana kuti maingofadaya zvenyu

Ndibatsireivo kutenda vabereki vangu vasvika mukuchembedzana vachiri murudo.Iwe uchitadza kupedza gore urimo mumerigi .S...
20/07/2026

Ndibatsireivo kutenda vabereki vangu vasvika mukuchembedzana vachiri murudo.Iwe uchitadza kupedza gore urimo mumerigi .Sando dzavo mbyaa naskru Goriko .Vapeivo malike avo veduwee

Uchifamba kana 10km kuenda chipatara kuchigayo kusina zvose izvi.Waipafamba nedzaAdam apa kuchipisa veduwee. Kwatabva nd...
19/07/2026

Uchifamba kana 10km kuenda chipatara kuchigayo kusina zvose izvi.Waipafamba nedzaAdam apa kuchipisa veduwee. Kwatabva ndokure veduwee

With Kayuz Tv – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰
22/05/2026

With Kayuz Tv – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰

With Mamake Sunchez – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰
15/05/2026

With Mamake Sunchez – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰

With Fikiswa Lili Mnguni – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰
12/05/2026

With Fikiswa Lili Mnguni – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰

Address

Box1962
Maun
267

Telephone

+26776196264

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Skido posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share