Baba VevaSikana

Baba VevaSikana Cool Calm Collected
(1)

09/09/2026

I know hamudi kuzvinzwa izvi, asi ka, murume wese zvake anoda barika πŸ™ŒπŸ½

09/09/2026

Vakadzi kana muchiwuraya Commissioner kuzoti ini zvangu Baba VevaSikana πŸ™ŒπŸ½

09/09/2026

Saka mukadzi wechi two akaroorwa ndiye akusara nepfuma yakashandwa nevaviri. Asi Gender iyo ka πŸ™ŒπŸ½

09/09/2026

Asi zvimwe zvataioneswa neNyathi Family ka πŸ™ŒπŸ½ Ko kuisa hot water muma ice 🀣🀣🀣🀣

Ko kungosiyana mumwe kwake mumwe kwake πŸ™ŒπŸ½
09/09/2026

Ko kungosiyana mumwe kwake mumwe kwake πŸ™ŒπŸ½

08/09/2026

Tirikumagame

08/09/2026

One nyika yakabvumirana kurega kushanda makamirira kupihwa πŸ™ŒπŸ½

08/09/2026

Mukoma Moreboys maita basa ne live yecourt yemhondi. Maguilty tamanzwa. Hamheno kuti muri kuuya kuzotsanangura zviri simple here!

08/09/2026

Jah Prayzah arikucharger $180 for a show kuAustralia. Ndikunzwei muchinzi mazadza ikoko muchipa munhu weZanu PF mari πŸ™ŒπŸ½

08/09/2026

Nhasi tiri kurangarira vakawanda vari kuUK. Kana uine munhu waunoziva arikoko, tumira meseji diki uchiti, β€œHi, I hope you’re OK. Have a good day.” Dzimwe nguva mashoko madiki anoita musiyano mukuru πŸ‘πŸ½

Address

London

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Baba VevaSikana posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share