13/12/2025
Hatina kuziva kuti kwaitova kuonekana nemi Madzibaba.Hakuna anoramba kana Ishe vadana asi ronda ramatisiya naro haripore.
Mhuri yeZimbabwe,mhuri yekwaZakaria nyaradzwai naMwari panguva yakaomarara kudai.Chishuwo chedu isu taida kuramba tichikuonai chero kuridza muri paWheelChair asi zvaramba.
Zororai murugare baba vedu Nicholas Zakaria and Khiama Boys .Tichasangana Mwari vatendera😭😭😭