19/08/2025
Pane nyaya yemwanasikana ane 10/11years who got missing musi wa17July aenda nambuya vake kumusangano wechurch (marange),mbuya vakadzoka vakatakura grocery vachiti muzukuru havasi kumuona uye havazivi kwaakaenda yet vakanga varoodza mwana kuMhondoro kunoita mukadzi wechi 4.Vabereki vemwana vakatevera kunomutora vakauya naye, Court iriko on Wednesday mangwana.....
Zvakaoma sure 💔😫😭