
29/07/2025
Hie Uncle Gee hide plz ..Post.me Uncle I want to confess ... I did something terrible in my life zvekuti haaa every single day ndino regreter ummm at aged 18 pane mukomana wandaimboramba then friend yangu yakati munhu boe wani then ndakabva ndamubvuma then tane 2weeks ndakaenda kunomuona kumba kwake muface angaane 23 Years then akabva arara neni then after two weeks ndakangotanga kurwara kunzwa kuda kurutsa zvichiramba ichiita se nyongo then my friend akanditi nhai chii chikuitika kwaurii ndakati andiziye ndainge ndakasimba kutanga kuonda ndakusadya zvino akati mira nditore pregnant test yandinayo ndiku teste then achitester that moment ahina kutora time yakabva yaita positive ndakanzwa kutya ndakamuudza kuti munhu wandakarara naye ndiyan takaenda kubasa kwakee takamuudza kuti ndozviripoo ahana kuramba akabva apfuura nekumba kweeduu kwakutanda kuti ehe andisi kuramba kuti nhumbu ndeyangu but hee I'm not ready for this and also I have someone in my life wandirikufana kuroora Saka azviite then I cried ndichimubvunza kuti sei usina kundiudzaa then he said aaaa waizondiramba then nhumbu iyaa yakasvika pa one month mukomana akanditi mwana iyeye andisi kumuda zvirinani uitee arbotion ndakachema akaramba akasunga moyoo ndakamuti kana usinga ndidee at least chengeta mwana wakoo akandirambira then I started to think kuti inini andisati nda achiever zvandiri kuda in life and ndakakura ndri nherera so mom wangu waizotii azochengeta ndiyani zvezvo munhu aramba all this runs through my mind then I agreed to arbotion an innocent souls then akaenda ku pharmacy akanotenga ndiye ma pills then nemari yekutenga zvowedzera ropa achindi bvunza everyday kuti urcy uri boe hre se zvinonzi anondida ..and pandakarra naye ndakambomuudza kuti use protection akati no protector ariite we can do spermicide then I agreed ndakamubvunza kuti what if pakaita mistake akanditi ndochengeta kohana baba hre haaa like a fool I believed him ...but now chikundirwadza futi month iyoyo yakandiita izvozvo akabva Arora mumwee musikana izvezvi atowe nemwana nayee ..but anyways ndakaita move on with my life ...NDONGOTI NEIZVOZVO MWARI WANDIREGERERE nezvandakaita ndaisada kuuraya mwana but situation ndoyo yakandituma everyday ndakafunga nezvazvoo ndinorwadziwa zvakanyanyisa musoro unotema ndotanga kuchema even ndakangoona kana mwana mucheche ndorwadziwa zvakanyany kuti kondakaitei ...I couldn't live with this guilty anymore that's why I decided kuti ndiudzewo vamwee pamwe zvingaite nani