
28/07/2025
Hie uncle,ndirimurume wechikuru around 55yrs.Dambudziko nderekuti handisikupora spiritually and mentally.Makore mashanu apfuura ndaitaura hangu paface book nemumwe mudzimai Ari kuneimwe nyika and kwaingovao kukbhlurukuda bedzi pasina kana kunyengana kana rudo.Zvino ini hangu ndinetsika yekuti mamwe ma conversation asiri important ndinodzima asi pakazoida misunderstanding nemudzumai wangu achiti ndirikuhura Saka akafashaidza cooking oil 2litres yose ndookundidura ndakarara ndikatsva ndikanogara kuchipatara kwemwedzi wose asi nenyaya ye age uye rudo ndakaramba kuti asungwe uye vanhu ndakaudza kuti it was an accident.Dambudxiko nderekuti handichina trust panezvose zvavanoita ndikangofunga hutsinye ihoho mwoyo wangu unoenda kure.Chirikundishungurudza izera rangu kuti zvino ndikàsiyana nemudzimai ndotangazve kutsvaga mumwe futi here uye handizivio kuti nfonozosangana futi nemunhu akadii.Ndinodao vanogona counseling ndisati ndatora danho risingaiti