Sisi Mamoyo

Sisi Mamoyo Always smile and forgive all people who hate me.

Mamoyo mukoma ndipostereiwo nyaya yangu ndiri kurwadziwa murume wangu kunondigarisa pamba pearl friend  yake ndisinga zi...
13/09/2026

Mamoyo mukoma ndipostereiwo nyaya yangu ndiri kurwadziwa murume wangu kunondigarisa pamba pearl friend yake ndisinga zive panodedzwa kumain house kunenge kuri kutonoona odzoka onyepa kuti vamudaidzirei ototi vanonetsa tichabva pano. Ndarwadziwa pandataurirwa neshamwari yegirl friend kuti vanodanana ndamuvhunza iye ati iye zvino vava shamwari neshamwari chete zvakaoma kani varume hatina zera navo .Zvakaoma kani ini ndafunga zvekumusiya achigara ipapo ndobva nevana vangu chete Ndibatsirewo kuti pfungwa dzandaita dzakaipa here ndatenda zvangu.

Maswerasei sisi Mamoyo   ndokumbirawo mundi vhunzirewo kuvanhu kuti zvinoita here kugara nemwana wemukoma wemurume muwan...
13/09/2026

Maswerasei sisi Mamoyo ndokumbirawo mundi vhunzirewo kuvanhu kuti zvinoita here kugara nemwana wemukoma wemurume muwani room avamukomana ane 27 years apo ini ndasuva bonde ndatova ne8months Michigara tese hapana bonde ndari suwa mhiri hauchada apo mwana ane rough zvokuti ndosvika pakurwadziwa moyo ndibatsirewo zvimwe ndini ndiri wrong ndatenda zvangu ndichatevera macomment section ndichiverenga

Makadiiko sisi Mamoyo ndiisirewo nyaya yangu mudariro zvinoitawo here kuti vanhu muri kugara imba yebasa pouyawo vamwe s...
06/09/2026

Makadiiko sisi Mamoyo ndiisirewo nyaya yangu mudariro zvinoitawo here kuti vanhu muri kugara imba yebasa pouyawo vamwe sisi vapinda basa vosvika vachiti kubva nhasi ndini ndakubikira murume wenyu tea ava mangwana vovhunza juti masokisi aripi emurume wenyu ndiwashe makutobuda vodaidzira kuti makanganwa kusiya masokisi aya kana ava mangeru mukabuda kuyenda kutoilet vanovhura door ravo zvishoma handizve kuti vanenge vakadongorera here nhaimi munoti chii navo sisi ava muyedzo kauyu ndibatsirewo ndisati ndauraya munhu nekumurova ndoitawo sei navo ndichatevera macomments ndichiverenga ndatenda zvangu

27/07/2026

Amen Baba tiyerese💯👌🏻🙏

25/07/2026

Mamukasei mose ndiri nhani

27/06/2026

Mukai mukai tiite stress takawanda kani munoda ndife ndega here

27/06/2026

Ndovimba nemi Baba ndovimba nemi hamundinyadzise

Mamukasei isu tatomuka lo hope dzacho dzobva kupi stress na30 uyu
27/06/2026

Mamukasei isu tatomuka lo hope dzacho dzobva kupi stress na30 uyu

Hanzii kura uone handina kuziva kuti vairevei dai ndakaziva ndakazviona ndisina kukura🤷🤦🙌
26/06/2026

Hanzii kura uone handina kuziva kuti vairevei dai ndakaziva ndakazviona ndisina kukura🤷🤦🙌

25/06/2026

Tikanyengetera hapana chinoramba kuna Baba hapana chinoramba

Address

Bloemfontein

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sisi Mamoyo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share