Mai Mickey's Diaries

Mai Mickey's Diaries Entertainment
(1)

05/06/2025

Dzimwe salary kungotenga 2 litres yecoke nepizza unotoona rent isingachakwane...
Lord have mercy on us🙏

05/06/2025

Big shout out to my newest top fans! Diamond Maongera Mutsomerwa

04/06/2025

Why maSocialites ekuZimbabwe arivo ega anongotukana❓❓

04/06/2025

PawakaSaver number dzake kuti "MY KING "
Takakutsiura...nhasi wachinja nokuti wakazozviona wega kuti waidanana naSabhuku..🤣 🤣 🤣 🤣 🤣
Munofira mukati setube dzemabhasikoro..
Kutora relationsh*t kuiita relationship ...
Ndichambonamata hangu zvishoma🤣🤣🤣🤣

04/06/2025

Isiri nyaya emaPapers muSA varume wekuZimbabwe mukapindirwa mudzimba muchinzi muburitse maRoll on...
Magumbakumba anozara mukadeportiwa..🤣

04/06/2025

When the axe 🪓 came to the forest 🌳, the trees 🌲 said the handle is one of us. BETRAYAL IS within.
Muone dzamunoti hama chaidzo..Vhura meso.
Muvengi vako uchava munhu weimba yako..

04/06/2025

My kids,my everything .
I love my kids more than anything else....

Hakuna ari mumba anonyora mashoko ayo...🤣 🤣 🤣 🤣
Masinguru futi...

03/06/2025

Inzvimbo dzipi dzaunonzi ukaonekwa uchikwesha mazino vanokubvunza kuti uri kuda kuendepi❓🤣🤣🤣🤣
Ini ndinoziva zvichiitika kuChiredzi nekuChipinge..

03/06/2025

Munhu wako anokuita goodnight nguvai..lni anondiita kuma 4 masikati ..
Chikonzero kudya kuzokanganwa hake🤣🤣🤣🤣

03/06/2025

Vakadzi vari single tinokunzwai muchiti varume matsotsi..
Ko imi muri innocent munonzi chii❓❓

02/06/2025

Closure is a scam ..
Accept what they did and move on🤣🤣🤣

Uchanzwa hako vakadzi ipapa kufara kuchauya...🤣 🤣 🤣 🤣

31/05/2025

I remember in 2016 I fasted 30days for a relationship & I lost so much weight plus the relationship 🙁🙁.
Ndipo pandakaona kuti MUFAKOSE HAISI LOCATION ..ZVAIREVA INI🤣🤣🤣

Address

Boksburg

Telephone

+27619385500

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mai Mickey's Diaries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Mai Mickey's Diaries:

Share