Shake Vybz zw

Shake Vybz zw Shake beats is a music producer,building contractor and electronic engineer for more information just contact on WhatsApp

06/10/2024

h
"God, I'm exhausted from the heartache. Show me your purpose in these trials.

06/10/2024

Sometimes kunyarara kurinani asi , sometimes kunyarara kunoutayisa life yenherera inorwadza chero wakura kurarama kwacho kunorwadza hauna wekuturira matambudziko uye pavanobata mishonga yavo vanogara vaiteketerera nezita rako mwari komborerai nherera dzose 🙏🙏🙏

Chabva chapindirwa nemauto takananga Iran 😂😂😂😂😂
02/10/2024

Chabva chapindirwa nemauto takananga Iran 😂😂😂😂😂

29/09/2024

Dandy rapotsa ramedzwa mambozvionawo hre

03/08/2024

Nhasi vanhu vamwari hunherera hunoguma paage ipi nekuti ndaenda kucourt nhasi nenyaya yementainance pakanzi zvichemo ndikati ndiri nherera chichemo changu hachina kunzwikwa saka handizivewo kuti hunherera hunoguma hre

Mazuvano sungura yapera zvayo but mukoma ava varikumira mira..album ririkunakidza msg zvese haa ma1 well done Mark ngwaz...
01/07/2024

Mazuvano sungura yapera zvayo but mukoma ava varikumira mira..album ririkunakidza msg zvese haa ma1 well done Mark ngwazi

29/06/2024
Pane arikuonawo hre kana kuti ndakanganisa kuona pic iri
04/06/2024

Pane arikuonawo hre kana kuti ndakanganisa kuona pic iri

Address

Butterworth

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Shake Vybz zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category