Ishe Magidi

Ishe Magidi Page information or Ishe Magidi

07/11/2025

MWANANGU UNGWARIRE ZVAKAIPA ZVEWAKAIPA PANGUVA IYO HUPENYU HWAKO HUCHINGE HOTAPIRA, NEKUTI VANOMIRIRA NGUVA IYOYO KUTI VAKUBAYE UVANGWARIRE@wisdom

06/11/2025

KANA UCHITSVAKA MBUDZI NHEMA[BLACK GOAT], KURUMIDZA KUITSVAKA KWAKACHENA NEKUTI KUKASVIBA USAVE NETARISIRO YEKUIWANA@wisdom

Send a message to learn more

We are a prophetic generation
03/08/2025

We are a prophetic generation

I have reached 300 followers! Thank you for your continued support. I could not have done it without each of you. 🙏🤗🎉
06/12/2024

I have reached 300 followers! Thank you for your continued support. I could not have done it without each of you. 🙏🤗🎉

20/01/2022

WESE ANOTENDA KUNA MWARI UYU ZIVA KUTI KUSIMUKA NDEKWAKO SEASON INO

Usarara usina kunamata huye usafarira kutanga zuva usina kunamata
19/01/2022

Usarara usina kunamata huye usafarira kutanga zuva usina kunamata

🔥
19/01/2022

🔥

ZVANDIRI KUWONA EVEN UKASAZVIWONA UCHAZVIRARAMA , MWARI VAKARONGA KUKUSIMUDZIRA BEFORE THE FOUNDATION OF THE EARTH
19/01/2022

ZVANDIRI KUWONA EVEN UKASAZVIWONA UCHAZVIRARAMA , MWARI VAKARONGA KUKUSIMUDZIRA BEFORE THE FOUNDATION OF THE EARTH

GORE RINO TARISIRA ZVIHOMBE KUBVA KUNA MWARI, KANA IRIPFUMA NGAIWANDE ZVISVIKE PAKUSHAMISA NEWE, NDIRI KUWONA MARI ZHINJ...
18/01/2022

GORE RINO TARISIRA ZVIHOMBE KUBVA KUNA MWARI, KANA IRIPFUMA NGAIWANDE ZVISVIKE PAKUSHAMISA NEWE, NDIRI KUWONA MARI ZHINJI ICHIPINDA MUHUPENYU HWEVAZHINJI

Address

Maitland
Cape Town

Telephone

+263713459958

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Ishe Magidi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Ishe Magidi:

Share

Category