14/09/2026
Chikomba chamai ndibaba
Hanzi ayimba Diss 🤣
2 akamboda kutsvaga tsvaga ipwa mumhunga.
3 nhasi anyora tsamba inegodo mukati dai pasina Mark Ngwazi to be honest dai tisingakuverenge coz kukuziva hatikuzive asi tichakubata chete and patokubata uchataura ayikutuma .