15/02/2024
Dear ladies... ποΈπππππβ€οΈβ€οΈ
I want you to understand kuti Murume wese anedzakakwana akaona mukadzi akanaka anomuda but semunhukadzi unofanirwa kuziva kuti beauty doesn't keep a relationship zvachose, kunaka kwakanakira kuti kunokasika Kuunza vanhu padhuze newe but hunhu ndohunozoita kuti munhu iyeye agare or ayende achikusiya nekunaka kwako
And even ukagara mu relationship or mu marriage, kunaka kwako kunojairika zvekuti munhu wako anopedzisira asisaone that beauty coz kwaari its normal now, that's why ndirikuti marriage or relationship hayimiswe ne beauty yekunze yamunozorera mafuta iyo.
If you notice Most ladies vane outside beauty dzimba idzi vakatodzitadza ndokutanga kuzviti machembere, anamajuzu, mahure, etc. Vamwe vakutorova bute nemhino dzinoshamisa dzakaisvonaka
Beauty yekunze yakanakira kuti inosheedza vanhu kwauri but it doesn't keep them pauriππ½ββοΈ
Vanhu vanojaira zvinhu including iwewe anokujaira futi, mota nyowani munhu anoyifarira but paanoyiona daily anotanga kunzwa kuti haa ndakuda something better even yake iri something better but nekuti anayo kwaari it becomes useless.
Varume nhasi ukapa mukadzi wako 10usd anofara, womupa futi iyoyo mangwana anofara futi but ukaramba wakumupa 10 haachayifarire nekuti ayijaira, anotanga kuona iri shoma sterek, even salary yako chaiyo ikaramba ichingouya isingawedzwerwe unotanga ku complainer kuti havabhadhare even vachibhadhara coz wajaira
You need Beauty that is inside more than outside, inside beauty hayijairike coz inoramba ichingoda kunzwerwa and it is the beauty inoita kuti vanhu vakude around them including your husband.
Vakadzi vakawanda they concentrate with how they look outside vachikanganwa the inside beauty which will cause the husband to stay forever with you. Character is more important that body shape
Varume are naturally chasers, saka akakuwana anoramba futi achivhima either iwewe or another person, saka chinokonzeresa kuti arambe achiita chase on you is not beauty yemeso but beauty yemukati inonzi character or kana usina character kwayo tsvaga spiritual beauty which comes through FASTING more often
Mwari ngaasakupa mahips nehu yellow born chete to sustain you in marriage, ngaakupe kunaka kwakatsvagwa na Ester panguva mambo ayisada kumuona *(inonzi spiritual beauty)*
Lastly regai ndibatsire nyika, there are things you must check on your girlfriend or boyfriend before maroorana but kana maroorana futi check it also.
Listen Kana waunodanana Naye asingagutsikane nezvinhu zvese be very very alert. Kana munhu wako iri type inochinja fon every month, mota every 3 months, anochinja hembe ka 3 or 4 pazuva, etc chizvibvunza kuti saka inini ndini chete here chaasiri kuda kuchinja munhu uyu?
Maybe akatokuchinja kudhara but hausati wazviziva chete
Yes tinodzidzisa vakadzi nevarume kuti kugeza nekuchena kunodiwa but panefuti level rinoratidza kuti uyu munhu uyu haagutsikane nezvinhu uyu. There is a level yekuti murume wemunhu or mukadzi wemunhu haafanirwe kuzozvinyanya.
Dressing yacho nekagezero nemunhu anemunnhu hakafanirwo kuzonyanya, be very very carefully and be warned kunevanhu vanochinja vanhu kunge hembe and these people are also very loving and caring panguva yako
The best thing in your love life tsvaga spiritual beauty and focus on it more than your outside beauty that will keep your marriage going.
Stop praying for your marriage or your relationship for a while and start praying for yourself to be lovable and carry the beauty that never fades away
Sorry ndangoti tishare hatizivi chakakodza nguruve.
Everyone
Madzimai In Business & Social Life Issues