Tinotenda TV

Tinotenda TV Our goal is to make you happy
For business +27623732521 https://youtube.com/channel/UCSmUjgZHvbKWgWiJE7Cf6vw
(15)

23/12/2025

Regerera vanokutadzira gore ratopera uchingoita makuhwa barwa patsva hama yangu rega kuti ukaona chaitwa neumwe vofamba uchitaura asi uchiti uri mutendi mwari havadi zvakadaro Amen 🙏

Kuimba kwavo vanoti Mwari """Mwari nemuromo mumoyo mavo muine zvamo Amen 🙏 mamukasei hama dzangu
23/12/2025

Kuimba kwavo vanoti Mwari """Mwari nemuromo mumoyo mavo muine zvamo Amen 🙏 mamukasei hama dzangu

22/12/2025

Vanga vajaira satani vanga vanjaira kugara muhupenyu hwangu ndakakumhangarira kuna mambo Jesu Amen 🙏

22/12/2025

Aswedera mazuva atakamirira ziva paumire

Ukaona vakusvikovenga  munhu asina mhosva neve vakungofamba uchitaurira vanhu wese vese kuti ukatamba nanhingi achakunyu...
21/12/2025

Ukaona vakusvikovenga munhu asina mhosva neve vakungofamba uchitaurira vanhu wese vese kuti ukatamba nanhingi achakunyudzisa auri kutaurira vacho mwana mudiki hre unovenga neakazodzwa anoswera azvinzwa hambokubvunzi futi ngatityei Mwari hama dzangu kana vazvinzwa unyare Mwari vakatokuona kare vakazvinzwa kana vazvinzwa uti nemumoyo mako handichazviitiba Amen 🙏

21/12/2025

Takubuda kunorumbidza musiki vedu nemivo budaivo munomurumbidza Amen 🙏 mamukasei hama dzangu

20/12/2025

Vapinda sabata nhasi makomborerwa

20/12/2025

Messiah""""messiah"""" messiah messiah"""" munoshamisa ndimi mega messiah Amen 🙏

Chichatitadzisa kunamata igodo neruwengo murare munyasha hama dzangu Amen 🙏
19/12/2025

Chichatitadzisa kunamata igodo neruwengo murare munyasha hama dzangu Amen 🙏

Chengetai Mai na Baba hama dzangu vakakurera ukakura ikozvino takusvika pa Christmas vatengereivo ma grocery nezvipfeko ...
19/12/2025

Chengetai Mai na Baba hama dzangu vakakurera ukakura ikozvino takusvika pa Christmas vatengereivo ma grocery nezvipfeko kana usinavo hauna usazvimanikidzire unozosvika pakutora zvisizvako bible shoko ramwari robva rati kudza Baba na Mai vako kuti mazuva ako awedzerwe panyika imwe tsamba yoti anorairwa ndeanoda zivo ndokana uchida kuterera Amen 🙏 munofara hre hama dzangu

Muviri vangu kana vafa unoiswa muguva hama dzangu dzinoparara ini ndosara ndega mwari ndigonesei nguva dzose panguva yek...
19/12/2025

Muviri vangu kana vafa unoiswa muguva hama dzangu dzinoparara ini ndosara ndega mwari ndigonesei nguva dzose panguva yekupedzesera ndingosangana nehumambo hwekudenga Amen mamukasei hama dzangu

18/12/2025

Jesu vanouya nemumakore Jesu vanouya nesimba chenjera ungasare Amen 🙏 mamukasei hama dzangu

Address

Cape Town

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tinotenda TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Tinotenda TV:

Share