N.O.P ZimStoryteller | Blogger | Photographer | Camera enthusiast 📸 Capturing and sharing trending stories, current events, and more on The Same Trends.
(3)

Politics, economy, social issues, and all the latest vibes. Follow for fresh perspectives and updates! 📚✨

Pamasong avo avakaimbira vachishuvira zvakanaka kuvana ndeipi inonyatsokunakidza chaizvo
11/06/2026

Pamasong avo avakaimbira vachishuvira zvakanaka kuvana ndeipi inonyatsokunakidza chaizvo

10/06/2026

Pane chiri kunetsa here nhai vanhu vekuDomboshava

10/06/2026

Mukadzi wekurohwa achinzi arikudanana nemurume wemunhu pavideo ratakaposter nezuro ataurawo side rake nhasi .Munotiwo kudii nazvo

10/06/2026

Seems like the Abahambe leaders been bribed they just extended the deadline for foreigners from 30June to November 4 2026

Nhaimi ava vanhu vanoroorana vese vakadai vanenge vachitembei or vanoita sei lula lula.Ukatarisa uchaona kuti kana mai v...
10/06/2026

Nhaimi ava vanhu vanoroorana vese vakadai vanenge vachitembei or vanoita sei lula lula.Ukatarisa uchaona kuti kana mai vakaenda pasi vakarara nemusana baba avo dumbu ravo i30cm long and ramai i35cm long saka pachange pane 70cm yakaenzana neruler pakati pavo saka kuti zvibalance zvinotoda baba vane mugwazvangu unotangira pa70cm sana Ngende kana inini ....right tikatarisa vakada kuti vaibairire nekumashure hazvibude futi cz mazigaro aambhuya avo akakurisa zvekuita half a mtr wich is 50cm +dumbu riya rababa vaye ratamezha 30cm saka it means nekumashure kwakuda 18cm kuti isvike pamukova wamhamha avo ....or maybe vanoita vakasimudzira matumbu vakamabata 🤔🤔mmm but i doubt cz kanenge kakastaira kapi manje .....Okay back to nyaya yedu saka tazotenderana kuti kastaera kaye kegumbo kuside kekupfekera nepaside pechivhara ngozi havarokazive kukaita ava vari two cz it cant ...its impossible..........

Please hatina watashora kana kutuka tirikutobvunza tichitoda kuziva mufunge okay for educational purposes pachirungu 🤣🤣🤣🤣

Ko nhai vana vevhu South Africa munoivengerei .Mazimba hamutende joza yakubatsirak kubva 1994 muchingopoya munyika yavo ...
10/06/2026

Ko nhai vana vevhu South Africa munoivengerei .Mazimba hamutende joza yakubatsirak kubva 1994 muchingopoya munyika yavo muchishotesa chikafu nemaresources avo asi hamudi ibudirire chenyu kuda kumosha chete aiwa mazimba munooroya ndatenda hangu ini mukaradhi ndisina mutupo

Zimbabweans please support your neighbours because if they loose they will blame you foreigners
10/06/2026

Zimbabweans please support your neighbours because if they loose they will blame you foreigners

Happy Birthday to our own Goat Alick Macheso ,aiwa Mwari akuwedzerei mamwe makore nezwii risingapere murambe muchitivara...
10/06/2026

Happy Birthday to our own Goat Alick Macheso ,aiwa Mwari akuwedzerei mamwe makore nezwii risingapere murambe muchitivaraidza nekutidzidzisa kuburikidza nenziyo dzenyu .Hatina drama renyu ratakambonzwa muri mucherechedzo wababa wakanaka 🙏

Nyika ino inorema ,izere minzwa inobaya 💔🪓
10/06/2026

Nyika ino inorema ,izere minzwa inobaya 💔🪓

Coach Rambo hanzi huyai mumborova bhinzi naShantel ,hanzi handingakundwe naaChivhayo
10/06/2026

Coach Rambo hanzi huyai mumborova bhinzi naShantel ,hanzi handingakundwe naaChivhayo

Address

Cape Town

Telephone

+27818751492

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when N.O.P posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to N.O.P:

Share