Masowe echishanu ,huyai tirangane

Masowe echishanu ,huyai tirangane chinamato chemasowe ,musabve patsime muine nyota,garai patsime mukomborerwe

13/08/2026

Nhombo ndeye vanekutenda kushoma,
shoko bedzi rinoporesa
Mharidzo chiporofita kune vanotenda

kuumburuka mudota rezambara,tichikurukura
12/08/2026

kuumburuka mudota rezambara,tichikurukura

06/08/2026

pane zvose Jesu ndiye Mambo

16/07/2026

makorokoto, makanzwa kutaura kwehondohwe
ko zvomotaura mozviwanepi

13/07/2026

Makavakirwa zambuko mukatadza henyu
kuyambuka nekuda kwenyama dzenyu,kuzvitutumadza
nekumhura inzwi,zvino zvamawira yamhosva yani

13/07/2026

kudzikama kwedziva hakureve kuti
ngwena dzakapera,zvawakadzika midzi
nekuvaka musha padziva,.kuti uchengeteke
redza nehungwaru kana kupeta zvirauro
udzokere kumusha uri mupenyu

12/07/2026

Kana ngwena dzarura mudziva peta zvirauro
uende kunerimwe dziva,Dzagonaka zvinengei
dzemune ngwena inga dzose dzinemuto

12/07/2026

Handitye tsananguro,nekuti ndinofamba
ndiri mutsananguro.nekuti tsananguro ndidzo
dzichandi chengeta muzita raMwari baba,nemwanakomana
nere mweyamutsvene

10/07/2026

Jesu ndiye Mambo werugare,
simba guru,haapererwe nesimba,
haapererwe nemazsno,zuro nhasi
kana mangwana haashanduke

10/07/2026

vakanzwa kutaura kwehondohwe
huyai padare tirangane

Address

Cape Town

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Masowe echishanu ,huyai tirangane posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Masowe echishanu ,huyai tirangane:

Shortcuts

Share

Category