Drama Queen

Drama Queen Rewriting my succesful story
I'm a MOTIVATIONAL speaker
Content creator
Actress
Comedian
(1)

28/12/2025

Welcome me back with warm hands my Meta family

27/12/2025

F**k mjolo nxaaa

27/12/2025
23/12/2025

Kowakamukirei nhy, ini kuno baba avana kudzoka kumba

20/12/2025

Apa ndanga ndatsvagawo wangu kuti tiite couples kondendi nekuda kweku chiva iye akuramba mukadzi😭😭😭

20/12/2025

Ane rudo ahana mari, ane mari rudo runotiza zvinhu zvacho soπŸ™Œ

20/12/2025

Iko kadembo kakavhiyirwa pavanhu tingatadza here kutaura nezvavo nhy imi miswai mhani imi their life is on social media saka tenge tatowana content isu vamwe, if you stotwi pliz rutsi asi dont come to my inbox muchindituka ngasiye kushurungudza mukadzi chete ahana kunzi ramba mukadzi

20/12/2025

Sometimes unodemba kuti dai takaramba tiri Tsuro dzemu book zvinenge zviri nani mari yakashata veduwe umm

18/12/2025

Nhy guys munhu anokwanisa kuchata here asina kubvisirwa dairai fast

18/12/2025

Kutenga mapads eyi nhaiwe, koukangoita hako thumbs wozvara mwana wosaver hako mari wotenga stand

17/12/2025

Saka pandichadzimirwa hot-spot chadii nhaimi nhaimiπŸ˜†πŸ˜†, anway goodnight mafans

17/12/2025

Kozoitawo inini ndongo batika pa book remeso kana ndiri pahotspot cheteπŸ˜…πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜…πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜…πŸ˜‚

Address

31003 Chunyiswa Street Lwande Capetown
Cape Town
7140

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Drama Queen posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share