20/08/2026
Muchiona mukadzi uyu aiita kunge mombe chaiyo kunge elephant dziye dzamunomirira kuti dzipfuure road kana maenda ku Kariba aityisa nekusimba waiti ukaona mumvuri wake waifunga kuti zvimwe pauya Biggest dinosaur 🦕 😆now akuita kunge Rihhana kabody kaita kuumbika baba ,koti skin ungati arikugeza nemukaka ,unozodeyi join maclasses ake ari very cheap asi maresults unowawana ,Go join Riri classes