Beacon,chako,mundanda,chipinge reloaded

Beacon,chako,mundanda,chipinge reloaded There is no short cut to self love

31/03/2025

Good morning

14/03/2025

Auntie rasai chitupa pliz pamwe vari PANO vanhu vandirikutaura nezvavo ndiwane kubatsirika
Ndakaroorwa 2023 ndinemwana 1 mukomana kutaura kuno midziyo yese yaraswa panzeπŸ’”πŸ’” Ndanyora misodzi yangu irikuyerera nemurume wangu handina problem yandakambosangana nayo asi zvakaitika zuro nanhasi zvirikundirwadza .Takaenda kwaiitwa zvekuridzwa kunovaraidzwa semhuri Saka dzava Kuma 11 midnight yakauya kumba zvakanaka tarara dzava ku ma 1 ndakapepuka murume andibata pahuro ndikati chii apa ane demo mumaoko hanzi urimuroyi ndikati ndaitasei kukanzi urikubhururuka ndakuona mudenga handina kutomboziva kuti ndiwe ndatokuona wadonha pasi ipapa ndatoti nhasi ndamubata muroyi handizivi Hama dzangu shuwa kuti shamwari yangu yandaitamba nayo akandipa Bute akati rinoshanda wanyatsorara apa ndakunzi muroyi pamwe ndorava kundimutsa usiku apa ndakatobatsirwawo nemanext vatogara navo vanzwa kuchema ndokupona kwandakaita imba yaparara apa kuti ndiri ndakuroya handichazivi murume ndiwane wabva pagedhi πŸ’” ndinogara mu Polokwane.😭😭😭

11/11/2024
🍽 supper is ready
11/11/2024

🍽 supper is ready

12/10/2024

This version of Facebook uses less data and works in all network conditions.

02/07/2024

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! George Muchita, Ray W Mushambakatope, D Mathew Muzenda, Obviacy Gapara, Brian Mlambo, Tongai Mapuya, Blessing Tsonha, Mobby Chinheya Mafusire

12/06/2024

Mwabira wani

Address

Centurion

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Beacon,chako,mundanda,chipinge reloaded posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share