Comrade

Comrade healthy and beauty
(5)

Hapamboshaikwi arimo muabusive marriage  achingoti murume achachinja, murume haachinje never ,unosvika pakuzvara kana va...
31/05/2026

Hapamboshaikwi arimo muabusive marriage achingoti murume achachinja, murume haachinje never ,unosvika pakuzvara kana vana 4 uchingoti achachinja ,kusvika vakuti vakugarira vana, ladies let me tell you ,yr happiness comes first sisi,imagine kuva nemurume anenge chifuta ,unogara vakamira moyoka , Titende



Hanzi dress iri harina kathat
31/05/2026

Hanzi dress iri harina kathat



Madam Boss to the weweeeee
30/05/2026

Madam Boss to the weweeeee

Vana wedu varikuperera kuvanhu vatikufunga kuti ndiwo vachavaprotectaLadies and Gents tokumbirawo ane any info yemukoman...
29/05/2026

Vana wedu varikuperera kuvanhu vatikufunga kuti ndiwo vachavaprotecta

Ladies and Gents tokumbirawo ane any info yemukomana uyo anonzi Tinotenda Muranda. Aigara nemwana wedu uyo anonzi Nokutenda Gotora azowanikwa akafa akakandwa mumugodhi Ku epworth.Hatisi kunyatsoziva zvakaitika Mwana anonzi akashaika kubva Tue vabereki va Noku vanga vachigara Ku capetown vakazoziviswa kuti mwana hatisi kumuona ne Sat azowanikwa nhasi akafa anga anenhumbu she was due Saka Tino uyu atiza pakufungidzirwa kuti akamurova kusvika afa akazomukanda mumugodhi .Ndinoti kwauri Noku usarare irwa neakakuuraya she was 15yrs old Tino taida kutora mwana wedu takakuudza kuti achiri mudiki tikuda kuti adzidze ukamutora zvenharo yamatanga ihombe iyi😭😭😭😭😭





# saynotogbv

Mkomana apihwa 140yrs dzake
27/05/2026

Mkomana apihwa 140yrs dzake

In whatever you do create a room for disappointments .killing yrself is being selfish, vambofungirawo varikusara here,ho...
27/05/2026

In whatever you do create a room for disappointments .killing yrself is being selfish, vambofungirawo varikusara here,how can you take yr life becoz of a man ,haa madzimaika Dai ndiri padhuze ndakupai gwati chairo ,varume wese vanohura wee, we need to be strong ladies , izvozvi iwe wafa in 3days time anenge akutodya bota hake ,kwenyu ndokwapanguka vanhu,you disappointed us senyika,l don't know if l can say rip cause you won't rest iwe vazviuraya haa nooπŸ’”πŸ’”we have pple who are fighting for there life muzvipatara umu ,vane cancer ,vakutoda anodonater itsvo vachishaya ,imi makuzviuraya haa musadaro please, madii kutanga madonater something kana itsvo hadzo musati mazviuraya



Ndokablaz kekukwira ma durawall kachikweva fuel kabatwa
27/05/2026

Ndokablaz kekukwira ma durawall kachikweva fuel kabatwa


If someone thinks distance doesn't matter, Try to build toilet 2km from home!😏
26/05/2026

If someone thinks distance doesn't matter,

Try to build toilet 2km from home!😏




Shamwari yako haisi shamwari yemurume wako,shamwari yemurume wako haisi shamwari yako .TitendeπŸ™πŸ™πŸ™
26/05/2026

Shamwari yako haisi shamwari yemurume wako,shamwari yemurume wako haisi shamwari yako .
TitendeπŸ™πŸ™πŸ™




Hanzi apology my foot @,everyone@ topfans
25/05/2026

Hanzi apology my foot
@,everyone

@ topfans

Address

Durban

Telephone

+27672671030

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Comrade posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Comrade:

Share

Category