Odema Simuka Unamate

Odema Simuka Unamate Unamate.

Mushumiri waMwari | Entrepreneur | Motivator
🔥 Ndinokurudzira vanhu kusimuka mu Faith, Prayer & Business.
📖 Minamato • Shoko raMwari • Motivation • Business Ideas & Tips
💼 Follow me kuti tikure pamweya, mupfungwa uye mubusiness.
✨ Simuka.

On my way to kwekwe
27/08/2026

On my way to kwekwe

Conference  woyeeeeChakachaya pakwekwe 28-30 pakwekwe huyai tinamate
27/08/2026

Conference woyeeee
Chakachaya pakwekwe 28-30 pakwekwe huyai tinamate

27/08/2026



Inguva it's so sad
27/08/2026

Inguva it's so sad

Ugoona ndanga ndinaye kuvic falls zororai henyu zvakanaka vaMamoyo

Hatirumbidzi Mwari  nekuti tinazvo zvose zvakaringana, kunyangwe uri musituation inorwadza Jehovha ngavanamatwe mazvinor...
27/08/2026

Hatirumbidzi Mwari nekuti tinazvo zvose zvakaringana, kunyangwe uri musituation inorwadza Jehovha ngavanamatwe mazvinorwadza imomo rambira panzvimbo yekunamata mwana waMwari

Habbakkuk 3 : 17Nokuti kunyange muonde ukasatunga maruva, Nemizambiringa ikashaiwa zvibereko, Kunyange kubereka kwomuori...
27/08/2026

Habbakkuk 3 : 17

Nokuti kunyange muonde ukasatunga maruva, Nemizambiringa ikashaiwa zvibereko, Kunyange kubereka kwomuorivhi kukakona, Neminda ikasabereka zvokudya; Kunyange makwai akapera muchirugu, Nemombe dzikashaikwa mumatanga,

There is a time in life you should stop to worry about what is happening  in your life but just leave everything to the ...
26/08/2026

There is a time in life you should stop to worry about what is happening in your life but just leave everything to the Almighty to carry all of your burden

26/08/2026

Tangazuvarakonemunamato

Mwari tinokutendai Mangwanani ano imi matichengetedza nekutirwira  kuhosha inofamba murima Mapisarema 91 : 6 inotaura ku...
26/08/2026

Mwari tinokutendai Mangwanani ano imi matichengetedza nekutirwira kuhosha inofamba murima
Mapisarema 91 : 6 inotaura kudaro

25/08/2026

Address

41 Forestdine Avenue Montclaire
Durban

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Odema Simuka Unamate posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share