Tambaoga Masi

Tambaoga Masi For jokes and stress releaser
(7)

11/12/2025

Koitavo dzimwe dzikuita nharo k*t TV ine YouTube 🤣🤣👐👐vanhu rasai matv egotsi mudzimba

11/12/2025

Dec atitorera vanhu vakawanda lastyr Terry this yr madzibaba😭😭 zororai murugare madzibaba

Chiro chakanaka ichi mazuvaano kana sadza rasara Riya tinongodira umo toita maheu🤪
10/12/2025

Chiro chakanaka ichi mazuvaano kana sadza rasara Riya tinongodira umo toita maheu🤪

07/12/2025

Pov : murume akaramba chikafu mumba manetsana unoita seyi semukadzi chaiye
Me: ndodya chese nechake Handi tirinyama imwe 🙄

Zvoitavo ere k*t munhu akambogara nemurume ayende kunoita sister kuroma Ave umjolo uyandinyisa🫣
07/12/2025

Zvoitavo ere k*t munhu akambogara nemurume ayende kunoita sister kuroma Ave umjolo uyandinyisa🫣

Zvek*tamba ndoga handina kuzvitangira pano
04/12/2025

Zvek*tamba ndoga handina kuzvitangira pano

24/11/2025
19/11/2025

Drilbit nahub vanohwanana ndimi Muda kuvapesanisa

18/11/2025

Hee nyika inotenderera APA nanhasi uchiri muZimbabwe 🚮🚮

Address

Ixopo
Durban

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tambaoga Masi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share