Gweru Massive

Gweru Massive we progress

18/06/2025

To anyone feeling unloved today takangofanana πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Kokuzoti vakatenga mota vese πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
18/06/2025

Kokuzoti vakatenga mota vese πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Hr looking at you muinterview uchiwawata knowing very well they won't hire you pane hama yavo yakatowana basa kare
13/06/2025

Hr looking at you muinterview uchiwawata knowing very well they won't hire you pane hama yavo yakatowana basa kare

12/06/2025

Regai tichimuka isu vekuuptown , Vanhu vekuMkoba hanti mamuka kuma4 kunochera mvura ka imi πŸ˜ŒπŸ˜‚πŸ˜‚

11/06/2025

Cold weather is temporary.
Cocomelon is forever.
Think carefully what you use to get warmπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Takuzvara tega mainvestorπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
06/06/2025

Takuzvara tega mainvestorπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

05/06/2025

Ndakamboti Rega ndijogge muwinter so I woke up kuma5 kughetto mkoba ndiri busy nerun pakazongodedzerwa mbavha ndakamhanya sendichafa ndichitemwa nematombo ndakaponera kuporisi

Whoever did this wakakwana here
13/05/2025

Whoever did this wakakwana here

09/05/2025

Imi Congo dust unorova munhu asvika or asati auya??
Taurai fast fast

Vanhu vekuZvishavane mukawana nguvai mukwane πŸ™„πŸ™„πŸ™„
05/05/2025

Vanhu vekuZvishavane mukawana nguvai mukwane πŸ™„πŸ™„πŸ™„

01/05/2025

Hello guys tirikutsvagawo munhu anoda basa repafleamkt if interested

Contact +263 78 959 8603

Kana pane anoda ticket rekuDoek and Slay ndibate got one panezvirikuitika 15 pakufamba Whatsapp this number +27 81 381 9...
24/04/2025

Kana pane anoda ticket rekuDoek and Slay ndibate got one panezvirikuitika 15 pakufamba Whatsapp this number +27 81 381 9081

Address

Polokwane

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Gweru Massive posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Gweru Massive:

Share