Drama Queen

Drama Queen Rewriting my succesful story
I'm a MOTIVATIONAL speaker
Content creator
Actress
Comedian
(2)

My Meta family how are you ndakusuwai guys panga pakaipa asi Nashe ndakapa buda chetePlease rate our vintage dressing ta...
01/07/2025

My Meta family how are you ndakusuwai guys panga pakaipa asi Nashe ndakapa buda chete
Please rate our vintage dressing tanga tiri seiwo it was Sunday ku church

Tokumbirawo kukwanirwa please muma kombi umo prizi
26/05/2025

Tokumbirawo kukwanirwa please muma kombi umo prizi

22/05/2025

Garai mune data pachapisa pano😅🤣😅kwane fight yemagaro zvekare

22/05/2025

Ma streets e Facebook arikupisa family nhingi and nhingi kwakadaro family nhingi yoweee it's 2 much wooo

🎉 Facebook recognized me as a top rising creator this week!
19/05/2025

🎉 Facebook recognized me as a top rising creator this week!

19/05/2025

Umm pasi pano tirikutandara zvechokwadi kuswero dadirana kupedza nguva, my condolences to Madam Boss and family for the loss of your beloved brother

16/05/2025

40 000 followers umm thank you guys this is a milestone for me thanx ne support

15/05/2025

Pano unogona kutukwa nemunhu ari married atori mumba asingazive kuti kutunda kuitasei😂morara bhoo

15/05/2025

I got 3,000 reactions and comments on one of my posts last week! Thanks everyone for your support! 🎉

14/05/2025

Guys ndatadza kurara ini ndine heartbreak chaiyo 💔💔😭moyo wangu ukurwadza Baba Harare ndatadza kuva regerera ini zvavakatita senyika azvis kutambirika

13/05/2025

Chinhu chadhakwa ichi kungomuka manitaizesheniyo yakabaya zvayo zvisina kana mhosva mukati🙄🙄

11/05/2025

Thank you so much 38 000 followers

Address

Gardens

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Drama Queen posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share