Maps family

Maps family l am a single woman.l believe the sky is the limit. My son's name is Jj.My name is Carol

23/09/2025

watch till end

21/09/2025

l am burnt

21/09/2025

Mom does not want to listen snymore

20/09/2025

Ndaigara nechikomba muno muJoni ndini ndaishanda chaiswera chakarara ndini ndaitenga zvese mumba rent mvura magetsi chikafu hembe chaidzo ndaitenga haana musi vaakarara nenzara chikomba chakawana basa ndokutiza chikanogara pedyo neni flat rakanangana nepandinogara mukadzi waaigara naye Aiwa tsvarakadenga ini vakasangana neni munzira vaindiseka ndaingonyarara hangu asi ndairwadziwa mumoyo mangu.zvino nhasi ndanzwa kuti apiswa nemvura netsvarakadenga iyi ari kuHospital ndoenda here kunomuona tsvarakadenga iya iri kutsvagwa nemapurisa yatiza Haana hama muno murume uyu ndini chete ndiripo ndoenda here kuchipatara ndapererwa ndiri kungochema ndakagara mumba izvozvo sisi vangu vari pano ndanyara kuvaudza chokwadi vanoziva nyaya yechikomba ichi ndibatsireiwo baba awa vaigona bonde pavarume wese vandakarara nawo vanopfura hundred chaiyo ndoti sando dzawo musaseka ndibatsireiwo

19/09/2025

Oh my God

19/09/2025

mom need to be strong

18/09/2025

some women can change

17/09/2025

she talks to much

Address

127 Mary Street Capital Park
Gardens

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Maps family posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share