Fungie Manjeya Entertainment 03

Fungie Manjeya Entertainment 03 To share news, videos, jokes and do deberts advertising jobs skills
(1)

Ndo vatinoti  Vakadzi awoπŸ‘‡πŸ‘‡ musha unomira Asi mutupo angadai achiyera chii?
04/06/2023

Ndo vatinoti Vakadzi awoπŸ‘‡πŸ‘‡ musha unomira

Asi mutupo angadai achiyera chii?

Ndauyawo pano vadare ndiri kuchema zuva rega rega siku nesikati ndiri kudemba nekuzvishora kuti ko ndakaitei 😭😭 . Mukadz...
30/05/2023

Ndauyawo pano vadare ndiri kuchema zuva rega rega siku nesikati ndiri kudemba nekuzvishora kuti ko ndakaitei 😭😭 . Mukadzi vangu kutaura kuno arikurasa njere zvinhu hazvina kumira mushe. Takarorana ne mukadzi 2020 kumusha ku Chiweshe tine mwana umwe chete. Ndanga ndisingashandi hanzvadzi ye mukadzi ikandinaidza kuno ku South Africa Cape town kuti ndimbozamewo lucky asi ma basa aingondinetsa kuvana . Hanzvadzi yemukadzi ikatumira futi vadzimai vangu mari vakauya kuti tibatsirane sezvo rent yaitondinetsa . Mukadzi akaita lucky akatanga kushanda basa re mumba varungu vake vaingo mutsvagira kushamwari dzawo akaita 6days working per week .Now akatanga kutamba neshamwari vachienda kuma party pamwe akaenda anouya kuseni . Apa anga asikachandi respect se murume mumba so ndakaita jealous kuti pamwe akuita chipfambi.Ndakaenda kumusha kunevamwe sekuru kuti Vandipe muti vekuti aterere ini chete ndakamudyisa akatanga kuti musoro mudumbu ndikazofonerwa kubasa kwake kuti amhanyiswa ku Hospital. From that day akurasa memory kutaura off topic haachaendi kubasa pane 2weeks. zvinenge zvakutoita worse ndaka fonera sekuru vekundipa muti vakati ndakaresva kuita zvavakandiudza now vanoda R25000 kuti aite mushe ende ndiwo chete vanogona kuzvigadzirisa . Ndoitasei ndoudza hama dzacho here chokwadi vasati vafamba naye coz kuchipatara hapana chavarikuona .

Ndaitawo dambudziko mumba mangu . Kutaura kuno mudzimai wangu abuda ati arikumboda break kwezvima zuva achadzoka. Nemuka...
20/05/2023

Ndaitawo dambudziko mumba mangu . Kutaura kuno mudzimai wangu abuda ati arikumboda break kwezvima zuva achadzoka. Nemukadzi vangu taka tanga kugara tese 2021 Dec mushure mekunge arambana nemurume wake . Vane vana 2 vana vane 12years umwe 15years. Ndakaramba kugara ne vana wake sezvo murume wacho aitaurisa plus kunditarisira pasi. Ini wacho ndanga ndisina pekuwaisa sezvo ndichigara mu one room plus basa ma one pano neapo kushanda . Now mukadzi anopota achienda kunoona Vana kumba kwavanogara na baba wawo. Apa anosiya atsvaira kugeza mbatya dzawo zvese nedze ex Husband yake . Pakutanga aizviramba mushure mekunge ndanyeurirwa nevanhu.
Now ndazobata ma pics mu pho make achiyanika mbatya ndopatanetsana akati hazviite kuti arege koona vana wake nekusiya awasukira nekugeza hembe dzawo coz love of mom sezvo baba vacho vasati varoora umwe mukadzi so pamba pacho it's a mercy ne tsvina uyanga that's y ndichisiya ndambo cleaner.
So taramba tichinetsana akati handidi wana wake so ari kumboda kufurwa ne mhepo achadzoka or pqmwe haachadzoki ndakutya .Mukadzi wangu ndomuda so handizivi ndiri wrong here kumurambidza kuwachira wana ne ex Husband yake hembe ?????

Guys ndiri kubatikana mu relationship yangu . Ndiri mu Zimba Shona . Ndakawanana ne murume wangu mu Xhosa tinogara SA Pr...
17/05/2023

Guys ndiri kubatikana mu relationship yangu . Ndiri mu Zimba Shona . Ndakawanana ne murume wangu mu Xhosa tinogara SA Pretoria. Takwanisa 2years tese anoda kundirora muna September this year ndine pamuviri pake 8months. Tirikugara tese asi nyaya iri kundi shungurudza ex wife yake wane vana 2 ndogara nawo so ex wife yake ikauya kunoona wana tino rara tese pa bed one ndiye ano itira murume zvese ini ndiripo haatondipe chance ini ndini ndakapfeka green ex wife in blue.Uye anoto chinja mbatya kukumura zvese kusara ari musvinda .Murume wangu anoti usazvinetsa handisisina ma feelings naye akapera kare.Kana aripo handitoendi ku basa ndotya kuti vanozoita zvisina basa . Mozvionawo sei pamwe ndiri kutambiswa bhora risina mweya.

Tiri pa Cape twn apa umm chando charowa kuri ku tonhora
15/05/2023

Tiri pa Cape twn apa umm chando charowa kuri ku tonhora

Team iri ndaritadza πŸ™ŒπŸ™Œsure harina mugoniπŸ˜‚πŸ˜‚
12/05/2023

Team iri ndaritadza πŸ™ŒπŸ™Œsure harina mugoniπŸ˜‚πŸ˜‚

Ndokumbirawo weruzhinji mundipewo rubatsiro panyaya iyi.Baba vangu varwara uye wakura vari kuchengetwa na Sahwira wawo m...
07/05/2023

Ndokumbirawo weruzhinji mundipewo rubatsiro panyaya iyi.
Baba vangu varwara uye wakura vari kuchengetwa na Sahwira wawo mupurazi re Mapinga Chinhoyi.Baba wangu vari kuchema kuti vana wangu uyayi munditore ndarwara ndifire mumaoko enyu not ewatorwa . Vanoti dzimwe nguva vanoswera nekurara vasina kudya uye vari kurwadziwa hapana arikuenda nawo ku Hospital or kuvapa mushonga plus kugeza .
Mumba medu takaberekwa tiri 3 2girls in 1 boy .So hanzvadzi dzangu dzinechigumbu hanzi tisachengete baba nekuti vakauraya mai wedu .Baba vaishusha vairowa mai wedu everyday pawadira .Vakavaponda ne mupondo vakatyoka mbabvu vakazofira ku Hospital .Baba vakasungwa vakagara mu jail only 3months vakabuda vachibva vatengesa imba vakanogara mupurazi mu Banket vakasiya vatichengetesa ku Mapinga panerimwe purazi paiwa neumwe mukadzi . Bro yemukadzi uyu yaiti ikauya manheru sister yangu anga ane 14years airara achichema nyangwe aitoitwa mukadzi . Zvakazozivikanwa akasungwa tikatorwa nevamwe mai tikanogara Karoi .Now sister dzangu dzakushanda ini I'm 23years now ndogara pa stand yawo .Baba varikuti ndikafa mumaoko ewatorwa munoita Jambwa minyama kushaya ma basa or kurambwa kuwarume kutambura .Ma sisters angu arikuzviramba hanzi ngavafe so ini handidi kuzotambura or ku penga ndovatora here baba.
Apa Havana Funeral policy .
Bro yamai ingori one chete ma sisters angu havadi ndiende futi ikoko hanzi mai wedu vakambotizira ikoko vachiti bhuti handichadi murume anondirowa everyday achaguma andi uraya . Asi bro yawo ikawadzosa ichiti gara pamurume shingirira coz takadya pfuma yake akakurora .week ravakadzoka ndorawakasviko pondwa vakafa so ma sisters angu haadi sekuru hanzi vakauraisa mai wedu .
Ini hangu ndiri kufunga mweya wekuregerera tobatana se mhuri toenderera mberi ne zvitsva hameno mozviona sei.

Ndiri ku Mhondirongezi between Norton ne Chegutu. Ndakazvara mwana wangu zvakanaka now she started developing rush now i...
29/04/2023

Ndiri ku Mhondirongezi between Norton ne Chegutu. Ndakazvara mwana wangu zvakanaka now she started developing rush now it turned kunge akatsva ende zviri kuzara ne muviri wake wese worse mumusoro zviri normal here ku buda ku mwana mucheche Before ndisati ndapedza mari mahara kuenda kwa Doctor thanks kune vachabatsira.

Heavy nyama chaiyo , vhiki rose ndisingabati chinonzi vegetable. Chekutanga ndiyani angaziva mazita ezvipuka izvo uye wh...
28/04/2023

Heavy nyama chaiyo , vhiki rose ndisingabati chinonzi vegetable.
Chekutanga ndiyani angaziva mazita ezvipuka izvo uye which province ine vanhu vanodya mhuka idzoπŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡

But mukadzi wacho haana kubvira andiudza kuti ane murume and they are happly married. Kuto zozviziva now ndabva kuitwa p...
26/04/2023

But mukadzi wacho haana kubvira andiudza kuti ane murume and they are happly married. Kuto zozviziva now ndabva kuitwa party ne boys re murume wacho.Ndazozviona kuti mukadzi uyu anga asingandide aingoda homwe yangu chete.

Vanhu kadzi mari munoi disisa  too much Chikomba changa chichida kubhadhara B&B Mukadzi azviramba hanzi uri kutambisa ma...
25/04/2023

Vanhu kadzi mari munoi disisa too much Chikomba changa chichida kubhadhara B&B Mukadzi azviramba hanzi uri kutambisa mari . Mari yacho yavanga uchida kubhadhara B&B ndipe kuno I need to cover my problems better tiitire hedu musango for free

I surrender πŸ™ŒπŸ™Œ mhuka dzinonzi Varume so ka ma kaoma moyo . Mukangopedza kuvana zvamoda motofiniwa makuto semburwa Apa mw...
19/04/2023

I surrender πŸ™ŒπŸ™Œ mhuka dzinonzi Varume so ka ma kaoma moyo . Mukangopedza kuvana zvamoda motofiniwa makuto semburwa
Apa mwana wevanhu anenge achitoti ticha endawo mberi kuto firira neku perera kunyura murudo wanikwe zigoritoto🦍 ranga rakato hwandira zvaraida chete nothing more.

Sister yemukadzi wangu yakapinza basa mudzimai wangu kushanda pa murungu mu B&B ku Parklands. Iwo maiguru vaigara pa bas...
12/04/2023

Sister yemukadzi wangu yakapinza basa mudzimai wangu kushanda pa murungu mu B&B ku Parklands. Iwo maiguru vaigara pa basa ipapo so mudzimai wangu mamwe mazuva aitomborara hake pa basa sezvo sister vake ndopavanogara . Muna June last year mudzimai vangu akatanga kungoita ma mood hasha kungondishora achiti Kune varume vane mari vane zvinhu zvawo .Takazonetsana Muna November last year akabva akugara ku basa ndakazonzwa chokwadi kuti B&B ndeye mu Nigeria not murungu plus akutogara ne mu Nigeria ku Paklands ikoko muna December ndopandakaendesa mwana kumusha kuna mai wangu coz anga asara neni.February this year akandotora mwana zvechisimba kuna moms vangu akauya naye achiti handina mwana anogara kuruzevha .A week vabva kunotora mwana kumusha wakaenda ku out ne BF yake ne mwana wangu anga aripo pa kudzoka vakaita accident iwo wakapona mwana wangu aka tyoka spinal cord kutaura kuno he is seating pa wheelchair . Musi we Mon this week akauya kunosiya mwana kumba kwangu ku Delft hanzi mwana ati anoda kumbokuona. Paakadzoka ndika phone kuti unouya uchizotora mwana riini akati handiuye chengeta mwana wako wega or kuendesa ku Home best care kana vazvitadza . Akanditi pandakatora mwana kumusha mai wako makandiudza magaramoyo kuti uchazviona so pamwe ndiwo futi vakaroya mwana .

Ndosaka ini ndichirara ne Chember mumba Ma Zimba kuroya πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ
10/04/2023

Ndosaka ini ndichirara ne Chember mumba
Ma Zimba kuroya πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ

Murume anodiwa zvakanyanya ndeupi apoπŸ‘‡πŸ‘‡
08/04/2023

Murume anodiwa zvakanyanya ndeupi apoπŸ‘‡πŸ‘‡

Ndokumbirawo rubatsiro mwana asingachemi anofira mumbereko. Imba yangu yaka pinda mweya werima ndiri kurwadziwa kushaya ...
02/04/2023

Ndokumbirawo rubatsiro mwana asingachemi anofira mumbereko. Imba yangu yaka pinda mweya werima ndiri kurwadziwa kushaya zano kuti ndodii . Ndakarorana ne mudzimai wangu 2019 ku Zim mushure mekunge achango siyana ne murume wake vane vana 2 wese ini naye hatisati tawa ne mwana tiri kuzama zviri kuramba.Tinogara ku South Africa Cape twn Mfuleni.Mukadzi wangu anoshanda ku Sumerset west pa murungu .Akanditi akumbirwa kuita stay inn ne murungu wake sezvo akabva kuita mwana mucheche.2weeks stay inn then 2 days off for one year. Tikabvumirana asi akaguma asi kuchauya mamwe ma off achiti kuri busy ku basa pamwe anga akuti akauya haacharari anodzokera same day masikati. Chokwadi chakazobuda mushure mekunge warwa akabaiwa ne banga pachidya. Pese paaiti stay inn anga akutogara na baba we vana vake ku Strand .So ex husband yake yanga yatotizawo mukadzi wayo kwavaigara ku Joe Slovo.pane akazo kwenyerawo kuti murume wako akugarisana neumwe mukadzi ndopakasvika mukadzi we murume wakarwa. Anga atotenga tumidziyo zvese zvakaparadzwa ne mukadzi we murume.Murungu akati hapana stay inn only ndakango tutsira 2hrs chete from 5 to 7pm then oenda kumba ne ubber yaitobhadharwa ne murungu . Now ndakapinda busy kuenda everyday kunomuona ku Hospital ndikauya naye pamba kuti kana apora togadzirisana .Ndakazobva ku basa atiza pamba hanzi ndiri kunyara kukutarisa. Now akafa or kuwana chomuwana arikwaari ikoko handizopihwi mhosva kumba kwawo here uye pfuma yangu ndingaipihwe here coz ndiye andiramba.whatspp # akachinja zvese ku FBk she deleted account.

Ndokumbirawo rubatsiro ndashungurudzwa ne Hama dzangu kuti ndapedza dzinza rese. Zveshuwa rapera ende riri kupera.Pese p...
30/03/2023

Ndokumbirawo rubatsiro ndashungurudzwa ne Hama dzangu kuti ndapedza dzinza rese. Zveshuwa rapera ende riri kupera.Pese panofambwa after pafiwa or urwere panongonzi ndini ndine urombwa .Pakafa Baba wangu pane room yaingogara ma tools awo matemo mapadza nezvimwewo.Asi pakashaika baba mai vakanditi pane tsvimbo idzo ne Umbrella ye black ndisazvirase. Chakazondinetsa ndakaona Umbrella yakavhurika apa pamba ndini ndega ndiripo ndikazotarisa ndikaona after 30mins ndikaona yavharika.Manheru acho ndikarota ndichiipihwa na Baba vangu ndikatambira vakati ndiyo ino vhara vamwe vemudzinza kuti vasabudirire Mweye werima ukanzwa or kuona zvaari kuronga uno deketera zita rake ne mutupo ne surname uchitaura kuti asa budirire zvaari kuronga unoona ichivhurika yega ika vhara munhu iya haana chisvinu chichabuda chachaita.Tsvimbo idzo dzo shanduka kuita nyoka Shato ndo tsvimbo hombe diki ndo Rowambira.Shato inosunga budiro or chipo chemunhu kuti chitadze kubudirira chingoparare chichingotanga or Atadze kuenderera mberi .Rowambira ino Ruma wongonzi musoro or musana kana kungorwara nguva diki wotofa. Ndomamiriro azvakaita . Ndiri kutotyawo kugara pamba pacho .Vana madzi baba ma porofita ane mbiri vatozvitadzawo . Hanzi ndikatiza musha kutama handirarami ndinofa .Plus zvinhu izvi hanzi ndizvo futi zvinondichengeta kundi protector coz Hama dziri kuda kundiuraya dziri kundi koniwa. Ndodiiwo rubatsirwo rwenyu ini handina chandakabata kana kuromba uye kubata tsimbo idzo padzakango siiwa dziri ndipapo nanhasi .Ndakutotya kupindamo kubva pandakazviziva 2months now handivhurimo asi ndiripo hangu pamusha .

Address

Green Point

Telephone

+263733552371

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Fungie Manjeya Entertainment 03 posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share