Esie bees

Esie bees comedian
actor
contact creator
dancer 💃

Plz Tete hide mukadzi wangu kundimanikidza kuti ndirare ndageza kuti sheet repamu bhedha risasviba honaiwo sheet racho  ...
16/01/2026

Plz Tete hide mukadzi wangu kundimanikidza kuti ndirare ndageza kuti sheet repamu bhedha risasviba honaiwo sheet racho riri kurehwa


゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ


Ndingashandiseiwo kuti poto yangu ichene      ゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ
15/01/2026

Ndingashandiseiwo kuti poto yangu ichene



゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ

Plz Tete hide  ndiri mukadzi ane 20 years nemwana wangu 1 ane 6 moths zvinoita here kuti ndiite umwe mwana izvozvi ndiba...
15/01/2026

Plz Tete hide ndiri mukadzi ane 20 years nemwana wangu 1 ane 6 moths zvinoita here kuti ndiite umwe mwana izvozvi ndibatsireiwo 😑😑😑😑 vanotuka imbomira





Plz Tete hide mukadzi wangu anonwa mapiritsi Aya hanzi anoita kuti aite appetite sezvo ane nhumbu, iniwo ndafunga Kumanw...
14/01/2026

Plz Tete hide mukadzi wangu anonwa mapiritsi Aya hanzi anoita kuti aite appetite sezvo ane nhumbu, iniwo ndafunga Kumanwa kuti ndiitewo appetite yebonde pane chakashata here 🙂🙂🙂🙂🙂🙂




Plz Tete hide ndawachawo hembe dzangu  ndashaya pamwe pekunanikira hembe nekuti waya yacho idiki . Zvinoita here ndinani...
10/01/2026

Plz Tete hide ndawachawo hembe dzangu ndashaya pamwe pekunanikira hembe nekuti waya yacho idiki . Zvinoita here ndinanikire dzimwe hembe patambo iyi .😶😶😶😶


゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ

Munhu anokupakurira Soo washanya hakusi kuda kuti tibve takumbira ma tissue here nekugutisa        ゚viralシviralシfypシ゚vir...
10/01/2026

Munhu anokupakurira Soo washanya hakusi kuda kuti tibve takumbira ma tissue here nekugutisa




゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ

Plz Tete hide ndodii nemuyenzi auya Mumba mangu kwakutanga kubaya computer 🖥️ yangu achidya mengo dzangu achiisa mhonzi ...
09/01/2026

Plz Tete hide ndodii nemuyenzi auya Mumba mangu kwakutanga kubaya computer 🖥️ yangu achidya mengo dzangu achiisa mhonzi dzacho dzacho ipapo futi nemakanda adzo ndomutsiura sei💔💔







Plz Tete hide murume wangu akandisvikira ndakarara ne boyfriend yanguMumba akasvika akabaya boyfriend yangu neBanga ikaf...
06/01/2026

Plz Tete hide murume wangu akandisvikira ndakarara ne boyfriend yanguMumba akasvika akabaya boyfriend yangu neBanga ikafa.Akaitora akanoirasa mu road kudhuze nekumba kwaigara.😭😭😭💔💔💔Hapana kana 1 akazviziva kuti Tatenda aurayiwa nani . Ndakufunga kuenda ku police kuno reporter nyaya iyi nekuti ndakurota Tatenda achichema achinditi wakandiurayisa wandinyepera kuti hauna murume enda kuhama dzangu unodzidza zvakaitika .😐😭😭😭😭Ndapererwawo ndibatsireiwo nemazano ndotangira papi





Mupfuhwira rudo here kana kuti hutsinye   ゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ
06/01/2026

Mupfuhwira rudo here kana kuti hutsinye


゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ




Tete vangu vari kurwara Saka ndafonerwa kuti vasikuda kuda kudya ndabva ndati Kuna bamukuru vapei  bota munoribika riri ...
06/01/2026

Tete vangu vari kurwara Saka ndafonerwa kuti vasikuda kuda kudya ndabva ndati Kuna bamukuru vapei bota munoribika riri tetetete Ivo vakunditi ndozvakangwarirwa ndatadzawo papi




゚viralシviralシfypシ゚viralシalシ

Plz Tete hide semukadzi anogona bhageti ichi ungachidya kwenguva yakareba sei
05/01/2026

Plz Tete hide semukadzi anogona bhageti ichi ungachidya kwenguva yakareba sei


Plz Tete hide  ndashanyirawo muroora wangu ku Joni akundipa dish kuti ndigezere imomo hanzi hatina toilet yekugezera . N...
03/01/2026

Plz Tete hide ndashanyirawo muroora wangu ku Joni akundipa dish kuti ndigezere imomo hanzi hatina toilet yekugezera . Ndaramba kugezera musish shuwa munhu kuda kundipusisa ndachembera





Address

R101
Hammanskraal
0400

Telephone

+27640439752

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Esie bees posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Esie bees:

Share