Miss Ruramayi Gwesu

Miss Ruramayi Gwesu Life stories that empower the community I am rising content creator, i share daily life experience and stories and how they impact individuals.
(2)

09/09/2026

Kuva nema blackspots kana mapundu kumeso hazvikutadzise kugeza kumeso kuno kweshewa zvakadaro

08/09/2026

Ndinofarira kufamba chose ndichiona nzvimbo nekudzidza

07/09/2026

Toilet kana kuti chamber ngaigare yakachena munhu wese ngaashande

06/09/2026

Kumbotasanidza miviri tichitandara

04/09/2026

Vamwe vabereki ndosaka muchitukwa nekudhererwa nevana chiyi chakadaro chinenge ngozi

03/09/2026

Huyayi timbokurukura nekudzidzisana mararamiro nemagariro

03/09/2026

Usafurire vanhu kuvenga vanhu vawakamakana kana kuvengana navo kokungosuduruka kee

02/09/2026

Respect munhu ita zvinoita kuti upiwe ruremekedzo kwete kuchemera kupiwa rukudzo kana kuda kumbunyikidza vanhu

02/09/2026

Hunhu hwemunhu hunochinjiswa nevanhu uye nema situations

02/09/2026

Ukaroorwa kana kuroora munhu anezvinhu zvake zvaakatenga ega usati wavepo ziva kuti hazvisi zvako pabate

Address

34 Sand Street
Hopefield
7355

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Miss Ruramayi Gwesu posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Miss Ruramayi Gwesu:

Shortcuts

Share