Eunice Bie

Eunice Bie Rise and shine 💪💪💪 .
(15)

Hey nditoriwo munhu kwaye ini mufunge .
30/08/2026

Hey nditoriwo munhu kwaye ini mufunge .

*Coffee never Knew it could taste nice and sweet-until it met milk and sugar. We're good as individuals, but we become b...
30/08/2026

*Coffee never Knew it could taste nice and sweet-until it met milk and sugar. We're good as individuals, but we become better when we meet and blend with the right people.*🫂🫀🥹

Ndiri muskana ane 35 yrs old. My daughter is 5. Problem yangu ndeyekuti handiskutaura namama vangu pamusaka pemwana wang...
27/08/2026

Ndiri muskana ane 35 yrs old. My daughter is 5. Problem yangu ndeyekuti handiskutaura namama vangu pamusaka pemwana wangu uyu. Last week ndakamusiya kwaMama bcz ndaida kuenda kuSleepover. Ndakadzoka kumba after 3 days kuona mwana aine chiso chakasuwa ndakabvunza kuti Mai vangu vakuti ndakajaidza mwana stereki anofanira kudzidziswa discipline. Shuwa ndingadzidzise mwana anopfeka pamper discipline here she's my only child ende haatane kuramwa. Kana akakuti arikuda zvauri kubika mupoto panguva iyoyo unotofanira kumupa ukasadaro Hondo yacho ma1. Anofarira kurara akandibata mazamhu achiyamwa chigunwe akazvizama Pana amai vangu ndisipo I think vakatomurova😭. Husiku anomuka achida juice ndakatoona kuti mama havana kumutengera I think mwana wangu akatoita stress. Ndiri kurwadziwa unenge uchiti wasiirawo Mai vako mwana but kana zvakudai havamuone futi mwana iyeye. Manje ndikatozoudza dad vacho vanogumbuka worse bcz ndiDaddy's girl akatopihwa Zita ravamwene vangu. Hubby anotomudaidza kuti amai. If my mum doesn't apologize to her ndongoudza hubby nyaya yacho....

27/08/2026
27/08/2026

Life

you can't hurt my feelings do u know what my ex did to me.
27/08/2026

you can't hurt my feelings do u know what my ex did to me.

26/08/2026

Tayarutsa
25/08/2026

Tayarutsa

Zvinoti kana zvamubata .
25/08/2026

Zvinoti kana zvamubata .

Nothing will happen to those who broke your heart, just Heal!
25/08/2026

Nothing will happen to those who broke your heart, just Heal!

Address

Johannesburg Central

Telephone

+263776389824

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Eunice Bie posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Eunice Bie:

Shortcuts

Share