Dark skinned ladies

Dark skinned ladies Here on Dark skinned ladies of course and gentlemen, we are proud to be black and black is our identity ����� black
(11)

03/10/2025

Right song ndanayo ndakuda date nemunhu wacho🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Nobody talks about how hard it is to wait on God. Some days, you feel like you have it all together, and other days, you...
02/10/2025

Nobody talks about how hard it is to wait on God. Some days, you feel like you have it all together, and other days, you find yourself in tears wondering how much longer this wait will be.

Siyai kuda zvinhu musina chinhu mopedzisira matengesa chinhu nekuda zvinhu
30/09/2025

Siyai kuda zvinhu musina chinhu mopedzisira matengesa chinhu nekuda zvinhu

Haa mamwe maproblemes amunawo kaa anoda kutii umbotorawo munhu wemunhu mudanane🤣🤣🤣🤣🤣🤣
29/09/2025

Haa mamwe maproblemes amunawo kaa anoda kutii umbotorawo munhu wemunhu mudanane🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Ndimika maifunga kuti munhu mukuru anogara ane marii, nhasi tioneii kaa homwe dzenyu🤣🤣🤣🤣🤣🤣
25/09/2025

Ndimika maifunga kuti munhu mukuru anogara ane marii, nhasi tioneii kaa homwe dzenyu🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Nemapisiro Ave kuita zuva mukatii  vatsvene havasi vatoenda hre? KkkkVakanaka vatoenda havo kwasara machira chte
23/09/2025

Nemapisiro Ave kuita zuva mukatii vatsvene havasi vatoenda hre? Kkkk

Vakanaka vatoenda havo kwasara machira chte

Ukawana time imbodya icelolo🤣🤣🤣umbotonodzwa godo nemachando aya🥶
22/09/2025

Ukawana time imbodya icelolo🤣🤣🤣umbotonodzwa godo nemachando aya🥶

Chiziviso kune wese ari single mangwana you will be moved into a forest 🤣🤣🤣🤣🤣
22/09/2025

Chiziviso kune wese ari single mangwana you will be moved into a forest 🤣🤣🤣🤣🤣

20/09/2025

Kuri kuno kuma sadza eaters hautaure nezvamai vake that wayiiiih 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

18/09/2025

Deep down, you know exactly where you stand with someone. Hope blurs the lines a bit but, you know.

Kungoshaya mari yekuenda kuma events makutozviita ma wife materials haa miswaii 🤣🤣🤣🤣
17/09/2025

Kungoshaya mari yekuenda kuma events makutozviita ma wife materials haa miswaii 🤣🤣🤣🤣

15/09/2025

Zviya zviya zvekutii mukataura taura okutii I love you, it's very healthy

Address

Windsor East , Cresta , Randburg
Johannesburg

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Dark skinned ladies posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share