Kuvaka dzimba dzikuparara

Kuvaka dzimba dzikuparara Pliz ngatibatsirane ma problems mukurarama.batsira nhasi cz mangwana ndiwe unoda kubatsirwa.

27/07/2026

imari from Harare to guruve

Mudzimba dzedu tine ma Calendar, Ma phone edu enama calender ne time , zuva rako rekufa ritoripo pa Calendar yawakaturik...
27/07/2026

Mudzimba dzedu tine ma Calendar, Ma phone edu enama calender ne time , zuva rako rekufa ritoripo pa Calendar yawakaturika mumba mako, nguva yako yekufa iripo pa phone yako yaunogara wakabata , asi haurizive zuva iri, kana nguva iyi. Chakakosha kungoziva kuyi nerimwe zuva ndichafa, saka ngazvikuwane uri panzvimbo takanaka , uye uchiziva Mwari

Bere yaitovawo imbwa asi yakazoita zvemutoriro😂😂😂
25/07/2026

Bere yaitovawo imbwa asi yakazoita zvemutoriro😂😂😂

25/07/2026

Pamwe pacho panoda kuti timboongorora manamatiro atinoita isusu vanhu vatema. Pamwe pacho ndoona kuti tinowanza noise nekuda kuonekwa kuti anonamata chaizvo tisinganzwisise kuti Mwari vacho varikumbotii. You see situations not changing and even getting worse apa wabva mugomo macho. Hanzi makata anoshura materu, pazvinenge zvava kurwadza zvenge zvava kuda kuita kkkk. Kumwe kushingisana but I think there's some principles we miss when it comes to praying. Ndakambopinda imwe church with white ppl it was calm the preaching was cool soft the music was slow and good ari padivi pako haumbonzwa kuti arikunamata achiti chii and they are blessed and go home happy. Handei kwedu uku kurova madziro kuzhamhmbarara madzihwa,kunamatirwa same problems every Sunday. Does it mean demons are for black ppl only or , I need balance here. Are we doing the right things? Kungobvunzawo hangu

25/07/2026

Ngatidzidzei kutenda zvatinazvo

Maturity starts when you study the people who you are dealing with
25/07/2026

Maturity starts when you study the people who you are dealing with

24/07/2026

Hide Tete. Ndini uyo I went to visit my in laws. Pamba panga pana tete vane27yrs. So kubva ndiri mwenga munhu uya anongosvora ukaita chinhu be it kutsvaira, kubika etc. Ndaisingonyarara pandaigara navamwene. So nhasi I woke up early ndikatsvaira. Ivo vazomuka kuma8 ndokutanga kudzokorora. Ndanga ndakutobva kunogeza ndione munhu busy. Ndabva ndati tete ndatsvaira wani zvikanzi ndazviona hangu. I then said majaìraka kudzokorora sezvamuri kuita maths. She has failed maths 4times. Since morning she has been crying. Hubby is saying apologize ini ndirikuramba. Ndafunga kutotangawo kuchema kuti ndanzi handigone kutsvaira. Am I wrong?

24/07/2026

hi kuvaka
ndiri mukadzi ane 42 yes
murume wangu akashaika akasiya ndione nhumbu ine 8momths
so nyaya yandiunza pano ndeye vana vari kungonyuka although vasingauyi kwandiri vachitaura nevana vangu ndongohwa hasha kuti pandaitambura ndichi mborohwegwa chero pasina chandatadza ndovane mai vavo vaindirovesa ncxaaa
yes vana havana mhosva asi munhu wenyama ndovatikana ,pfungwa dzangu Dave kundiudza kuti saka murume ainokonana nevanhu vake kuzhe ouya opedzera shungu pandiri ,apo akafa ndakuita wekugezesa vana mai vevana avo vaivepi kana parufu havana kana kuuya after 18yrs pbuda zvana ncxaaa
ndoita seiko hasha dzangu dzipere hama dzangu

24/07/2026

hie kuvaka
Ndakawanikidza vamwene vangu paphone nasisi vavo
so vaiti ivo vaudzwa natete kureva mwana wavo
so ndakaterera kusvika vapedza conversation yavo
ndichibva ndaenda kunatete vaye kunobvunza tete vakatinhandizvizivi kuenda kuna mai kuti ndakunzwai muchinditaura
vabva handiti watsvaka makudo muromo wega
kana wasvotwa ibva pamba pangu

saka hapana kutaudzana izvozvi ndoita sei nhai hama dzangu

24/07/2026

hi kuvaka
ndibvunzirewo kudare vamwe vangati enda kumba doctors asi chauviri hapana,uye zvema nurse nema doctors ane mafacebook
chii chokonzeresa kuti ndikaita wet ndakaramba ndakagara pa chamber ukati garei inobuda imwe futi ,kudai bhururu chururu wogarazve chururu

Address

Johannesburg

Telephone

+27840253811

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kuvaka dzimba dzikuparara posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share