07/11/2025
Muchadziya village
Mbuya Mafanisana
Nokuda kwengazi yakaoneka mumunda wepaMafanisana paigara mbuya ava iri muchigubhu
Setsika yedu sevatema, pakafambiwa n'anga 3 dzakasiyana siyana kutsvaga kuti ringava ropa rei, vanachiremba vose varivatatu vakabata chinhu chimwe chete, kuti iri iropa rambuya Mafanisana, vanhu vakavauraya ndivo vakaisa apapo ropa iri, irinzira yekuti tadzosa zvinhu zvemufi
Sezvo mbuya vakatsirwa kuMozambiki ndakataura namutape weyo Mutsongi ngemasoko abuda uno, vanganditi hongu nyaya yambuya ava irimudare mavo, pane vanhu vaipumhana kuti ndirikunetseka ngebvuri rambuya Mafanisana
Saka kune vekwaMafanisana ndavapa vhiki chete kuti vazwane nevekwachipungurana vanova hama dzemufi, kuti ropa iri rikwanise kuiswa pakatsirwa mufi kuMozambiki,, vekwaChipungurana vanoti vazukuru variku South Africa ngavauye tionesane, uye tinoda kuripirwa tavakutsira hama yedu kaviri
Sabhuku Muchadziya .B
+263773713003