Mbuya VaTobias

Mbuya VaTobias I do comedy drama queen, get to know me through my content.

19/09/2026

Having quality time with my friend Mberengwa lady l really enjoyed. ゚viralシfypシ゚

19/09/2026

It was Mberengwa lady's birthday she take me out foe lunch at spur at Festival mall in Kempton park. Thank you my dear friend l enjoyed thw meal. ❤️❤️🎉💃 ゚viralシfypシ゚

Kugadzira musoro kudakuno pemberera birthday rasahwira Mberengwa lady  .Mari yangu yandaka shandisa pakurukwa ndoida ple...
18/09/2026

Kugadzira musoro kudakuno pemberera birthday rasahwira Mberengwa lady .Mari yangu yandaka shandisa pakurukwa ndoida please vanhu muudzei andipe mari yangu. Handinga budi mubudget nekuda kwake. 🤣🤣🤣 ゚viralシfypシ゚

17/09/2026

I got over 7,000 reactions on my posts last week! Thanks everyone for your support! 🎉

13/09/2026

Varume kana uchiziva kuti unezvipande nemudzimai wako musakurumidza kuno vata vakadzi dzava mhondi. Tarisa kuti foshoro, mapanga nematemo zviripayi. Zvikiire same where nekuti vakadzi dzave mhondi. 🤣🤣🤣🤣 ゚viralシfypシ゚

When did you last go home as a family for a normal visit, just meeting as a happy family, or are we only united when som...
13/09/2026

When did you last go home as a family for a normal visit, just meeting as a happy family, or are we only united when someone has died, or during tombstone unveilings or lobola ceremonies? 🤔🏠👪 ゚viralシfypシ゚

Varume gore rino mukaita zvekutamba munopera mose. Demo ndava naro kuno. Ndidherere at your own risk. 🤣🤣  ゚viralシfypシ゚  ...
13/09/2026

Varume gore rino mukaita zvekutamba munopera mose. Demo ndava naro kuno. Ndidherere at your own risk. 🤣🤣 ゚viralシfypシ゚

13/09/2026

Uriwe unonzwasei wovata na2am uchinyaradza munhu anenge arambwa nemunhu wake. Paunozo mufonera wamuka uchida kunzwa kuti arisei oti azondifonera tazotaurirana tagadzirisana. 🤣🤣🤣 ゚viralシfypシ゚

Address

247/42 Umfuyaneni Ext Tembisa
Johannesburg
1632

Telephone

+27786905367

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mbuya VaTobias posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Mbuya VaTobias:

Shortcuts

Share