Kuwadzana Semadzimai

Kuwadzana Semadzimai Happiness is Homemade
(11)

60year old gogo apa achiri kupisa tikatarisa ma30 asakara kuita mambuya chingava chiii chiri kukonzeeesa kukasira kuchem...
04/08/2025

60year old gogo apa achiri kupisa tikatarisa ma30 asakara kuita mambuya chingava chiii chiri kukonzeeesa kukasira kuchembera

03/08/2025

Kuenda paATM murume nemukadzi harisi drama here ? Happy Sunday

02/08/2025

Ishuwa here?

31/07/2025

Toti murume anoku pay yake yese but anoita madhiri anomupa Mari yakadarika pay yake but oti yemadeals haipiwe mukadzi uye usandibvunze ......Pari fair here apa veduwee

25/07/2025

Kupfuhwira munhu wangu kunganditadzisa kupinda denga here?

25/07/2025
23/07/2025

Zvayangova content yeaccident

22/07/2025

Saka vari kuSA ukaita accident uri muforeigner haurapwe futi

22/07/2025

Good morning everyone

20/07/2025

Nhasi andisi ndokuona senge zvinhu zvese zvisina basa kunzwa kubhowekana kusingaite

19/07/2025

Couple yenyika zvaiwandirawo ...Kuti ndokupera kwavo here vana ava?

Address

Johannesburg

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kuwadzana Semadzimai posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Kuwadzana Semadzimai:

Share