Zimchoice TV

Zimchoice TV 1. Your #1 Choice for Zim Entertainment & News 🎥🇿🇼
2. Streaming Zimbabwe’s stories, live & loud 📺✨
3. Zim’s home of music, culture, and trending updates
4.
(9)

Connecting Zimbabwe to the world 🌍❤️
5. Your daily dose of Zimbabwean vibes & happenings

22/08/2025

4. “Legendary vibes only – Josphat Somanje takes the stage 🎶✨” ...

22/08/2025

Contact us 0784007438

Mwana wani uyu
22/08/2025

Mwana wani uyu

Source Zim Stories: Hi Zim Stories ndoitwa Mai Nokutenda nezuro mwana wangu akarumwa achitamba panext door pamba paAmai ...
22/08/2025

Source Zim Stories: Hi Zim Stories ndoitwa Mai Nokutenda nezuro mwana wangu akarumwa achitamba panext door pamba paAmai avo maskati achitamba ndikamumhanyisa kuchipatara Nyoka yakamuruma ivo vakati Havana kuiona yakatiza so handina kubvunzisisa sezvo zvakaitikira pamba Pavo so takazoendesa mwana kwamadzibaba after arapihwa ndokupihwa munamato wekuti apore uye nekuona muridzi weNyoka iyi takaita zvatikaudzwa ndopatikazoona Nyoka iya yakangooma iri paHoko yakasiya yarovererwa namadzibaba so Amai vaya vakabva vauya nefoshori vachiti vakuda kunoirasa apa ini ndakutya kuti kna iri yavo ichamutswa futi apa Madzibaba varikunzi vakambobuda handichazive ndodi help me full video Vachitoranyoka yavo https://youtu.be/uZr6Ng_IahU?si=42LNgdswBy9cndZu

Big Sunday mwana wese takaenda
22/08/2025

Big Sunday mwana wese takaenda

Forever in our hearts Chibaba HERO ❤️‍🩹🇿🇼🕊️
22/08/2025

Forever in our hearts Chibaba HERO ❤️‍🩹🇿🇼🕊️

Munozviziva here kuti Sekuru Gudo Vakafa comments 👇👇
21/08/2025

Munozviziva here kuti Sekuru Gudo Vakafa comments 👇👇

21/08/2025

Makudo aba grocerie zviriko here

21/08/2025

One had been hit 🤣🤣🤣

Address

Olivehood 158
Benoni

Telephone

+27683945141

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zimchoice TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Zimchoice TV:

Share