Mhama va Tee

Mhama va Tee Asvotwa ngaa bloke pano panonzi pano

21/07/2025

Is this Jealous or Facts.....let's talk, ngatitaurei, asikhulume

22/04/2025
19/03/2025

Ndikuona vamwe vanhu kadzi varikuseka kimberley_richard.x but musakanganwe kuti nemiwo murivakadzi guys varume vanotadza we know but mmmm musadaro

I saw this so l decided to try haaa vakadzi tiri pama1 ndarwadziwa amanaTry at your own risk
14/03/2025

I saw this so l decided to try haaa vakadzi tiri pama1 ndarwadziwa amana

Try at your own risk

Haaaa mari ya zuka yatiparira Vecco Lupa ndozvawati vanhu vhurai ma page mudye mari hre izvi 😅😅😅😅😅😅😅
14/03/2025

Haaaa mari ya zuka yatiparira Vecco Lupa ndozvawati vanhu vhurai ma page mudye mari hre izvi 😅😅😅😅😅😅😅

14/03/2025

Ndirikuona vanhu varikuuta content vakashama

Confidence mukudziwanepi dzekupfeka bhurugwa ne bhuraa motivation camera 📷

Haa munorema vanhu imimi👌👌

14/03/2025

Ko ndeip guys

Munoziva hre ku liker nekungo commenter kunobatsira ukaona mumwe apotsa chingolikewo zvichitofamba zvakadaro

Muswere boe

yazuka ngaidyiwe

Ichokwadi hre hanzi nyathi arikupenga Akaroyewa na baba rokadhiya Moreboys Munetsi Gilbert Nyamanhindi
12/03/2025

Ichokwadi hre hanzi nyathi arikupenga
Akaroyewa na baba rokadhiya

Moreboys Munetsi
Gilbert Nyamanhindi

08/03/2025

Nhasi amurare ne bp

PHD rava bhanabhasi hatiracharovoni APANA MUNHU ANOPIWA CHINHU CHE FAKE IYE AKADZIDZA
21/02/2025

PHD rava bhanabhasi hatiracharovoni

APANA MUNHU ANOPIWA CHINHU CHE FAKE IYE AKADZIDZA

20/02/2025

Vanhu varikuti page ra Patricia jack akusisina mukuzviwanepi

18/02/2025

Music industry should give other artists chances kana munhu Wakapisa kare uye uchiri kupisa ipa vamwe machances ekupisa and imi mapiwa machances musaite kunge makuda kudherera vanhu vakuru respect inongpdiwa hayo

Address

1058 Phatudi
Johannesburg
111000

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mhama va Tee posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share