Logik Comic

Logik Comic 🎬 Creator of comedy skits & epic pranks
😆 Turning everyday moments into laugh-out-loud memories
✨ Follow the journey — laughs guaranteed!

Apo mwanasikana wangu aive nemakore gumi nematanhatu, ndakamuendesa kune imwe n’anga kuti asazodanana kana kuva nemukoma...
30/04/2026

Apo mwanasikana wangu aive nemakore gumi nematanhatu, ndakamuendesa kune imwe n’anga kuti asazodanana kana kuva nemukomana. Ndanga ndichida kuti aite serious nemabhuku ake chete pasina vakomana vanomunetsa.
At first zvakanyatsoshanda chaizvo, nokuti aigara pamba. Akapasa O level, akaenda kuyunivhesiti, akapedza degree yake nokukurumidza, uye zvino ane makore 27 uye ari kushanda muJohannesburg.
Asi chanetsa ndechekuti kusvika nhasi haachina chido nechero nevarume kana kuti kuva nevana. Achiri 100% akachena, haana mukomana, hapana chinhu. Ndakadzokera ku n’anga mwedzi wapfuura kuti ndimukumbire kuti adzore mhiko yacho nokuti ndinoda kuti agare mumba uye azondipa vazukuru rimwe zuva.
Akandiudza kuti hazvigoni kudzoserwa.
Ndiri kushushikana zvikuru uye handizivi zvekuita. Mwanasikana wangu haazive kuti chii chatakamuitira makore gumi nerimwe apfuura.
Pane munhu anoziva chii chingaitwa kuti abatsirwe mwana wangu?
Pane vano batsira here

Baba wemwana wangu anobva kuMasvingo Saka akawana basa muni MuHarare. Haana mari yekuroja imba , saka ndakanyepera murum...
30/04/2026

Baba wemwana wangu anobva kuMasvingo Saka akawana basa muni MuHarare. Haana mari yekuroja imba , saka ndakanyepera murume wangu kuti mukomana uyu mukoma wangu anobva kudivi rababa vangu. Murume wangu anongoziva hama dzemudivi ramai vangu chete, nokuti baba vangu vakanga vasina kuroora amai vangu uye vaive vasina basa neni.
Zvino mukomana uyu (baba wemwana) ave kugara nesu kubva mwedzi wapfuura. Ndakaita chikanganiso chekurara naye apo murume wangu asipo. Zvino ndinofunga kuti ndine pamuviri uye handina chokwadi kuti ndiani baba vemwana uyu.
Munofunga kuti ndinofanira kuchengeta mwana uyu here kana kuti ndingoita deletas? Ini nemurume wangu hatina mwana, asi mwana wangu ari kugara namai vangu from first marriage. Ndodii???

29/04/2026

Prayer works the barmen believe.

25/04/2026

Fashion baby

24/04/2026

Rate my dance moves

23/04/2026

Dancing videos

22/04/2026

Viral dance kids

16/04/2026

Websites you didn’t know exist

10/04/2026

Free sites to download free games

21/02/2026
Nothing is as peaceful as staying in your own lane and minding your own business
19/02/2026

Nothing is as peaceful as staying in your own lane and minding your own business

Address

Johannesburg

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Logik Comic posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share